Chitsauko 6

1 Jesu akabva uye akaenda kunyika yechiberekererwe, vadzidzi wake wakamutewera. 2 Payaka swika musuwe Sabata, iye akatanga kudzidzisa musinagogue.Wajinji vakamunzwa wakachamiswa nazvo. ''Ivo wakati dzidzai dzidziso iro?'' ''roziwo rupi uyo wawakapuwa?''. ''Minana ipi iyo waanoita no muoko wake?'' . 3 Hahasi here uyo muwezi, mwana waMaria, hama ya Jakobo, na Josefa, na Judas na Simoni? hama dzake hatina here kwatiri?''iye wanonyara naye Jesu. 4 Jesu akati: ''Apana muporofita anogamuchirwa kunyika ye kwake, kunhagwe nehama dzake, kana kuti umba yake''. 5 Iye zvagaswisigaite kuti iye aite mumwe munana pazwimbo iyo,kunze kwewanorwara wanga vaiswa muoko. 6 Kuchaya kutenda kwawo Jesu akachamiswa nazwo. Akafamba muguta achidzidzisa. 7 Akadana wanegumi akawatuma, wari wawire; akawapa simba rekudzinga mweya yetswina, 8 Iye akawadzidzisa kuti wasatore chinhu, asi nomonodho: kana chigwa, kana,zvekuisa zvinhu, kana mari muomwe mako, 9 Asi munofanira kupfeka changu kupfeka mbasha. 10 Ndokuti zve: Asi muchigopinda dzimwe dzimba, raramiraimo dzamara masiya zvimbo iyoyo. 11 Asi dzemwe dzimba dzamusina kugamuchirwa kana kuswa,makabvapo kuvurudza pasi pamisowo,kuti kupupura pamusoro pawo. 12 Iwo pawa buda wachidanidzira kuti wanhu wakuzvindeba pazwitadzo zwawo. 13 Waibvisa mademoni,waiwazodza nemafuta wachipora 14 Mambo Herodhe wakadzwa izi, nokuti zita ra Jesu ranga rakuzikanwa. Wamwe waiti: '' Johani, mubabatidzi wakasimudzwa pakati pewafi nekuda kwe izvi simba remunana raga anaro''. 15 Wamwe waiti: ''ndiElia''. Wamwe waiti: Uyo muporofita, kungue maporofita wekare''. 16 Asi Herodhe paakadzwa izwi akati: ''Johani, ndakamundibura, asi hamuka kani''. 17 Asi eye Herodhe anga akasuguisa Johani nenyaya yemukadzi wake (mukadzi wehama yake Firipe), akanga akarorana naye 18 Nokuti Johani akati Herodhe: ''azvigone kuti iwe utore mukadzi we hama yako''. 19 ipona Herodhe aga yakamutsamwira Johani aida kumuoraya, asi anga asiga kwanise, 20 nokuti Herodhe aitya Johani, nokuti aiti akatendeka mutsene, wosaka aimochegetedza. Johani pakaswa, Herodhe aiswa kuchuchikana,waimuona ne kuda kwakanaka. 21 Asi neremwe zuva remukana, nekuda kwemutambo wake yemakore, Herodhe akaita zvekudya newashandi wake newakuru wakuru wegarireya. 22 Mwana waHerodhe akauya wakataba akafadza Herodhe ne wakukuru wakuru. Mambo wakati kune musikana: '' kubira zvaonoda ndinokuitira''. 23 Iye akapika akati: ''Zwose zvauchakubira ndinokuitira, kana undimbo we umambo wagu''. 24 Iye akabuda ndokuudzai mai wake: ; ''Chi chandigakubira?'' Ewo vakati: musoro waJohani, mubabatidze''. 25 Iye akaenda nokukurobidza kunokubira akati: ndinoda kuti mundipe, ikozvino, mundiro, musoro waJohani, Mubabatidze. 26 Mambo wakatsamwa nazvo zvekuru,asi nekuti wanga wakapikera, newauye, wanga asigarabe chikubiro chake. 27 Mambo wakatuma masoja yake kuti ayende kunotora musoro waJohani.masoja ndokweeda dokugura musoro wake mutorogu. 28 Wakauya nemusoro mundiro wakamuoa musikana, musikana akaindesa muna mai wake. 29 Pawakadzwa izi vadzidzi wake wakauya wakatora mutubi ndokunowiga. 30 Wadzidzi, wakamukoberedza Jesu, wakamuudza zvanga zvaitika eye aiwadzidzisa. Iye akawati: '' 31 Andei kumobo kubosorora kuguva chomanana''. Wajinji wauya nekueda avana kuwona kana kuya wokudya chaiwo. 32 Wakaeda wega, muchikepe, kuimwe zvimbo yebomo. 33 Asi vajinji pawakawavona vakawasiya, wakamanya kwaari. 34 Pawakadzika muchekepe, Jesu akaona wajinji wakawanerudo kwavari. Nokuti dzaga dziriwai dzisina mufudzi. Akataga kuwadzidzisa zvakawanda. 35 Asi nguva wakati yakusvika, Wadzidzi wake wakati:'' Iye ndiyo zvimbo yemubomo nguva dzava kueda. 36 Wawenekei kuti wakwanise kueda kumamida nekuguta kuti vatsague zvekudya''. 37 Asi Jesu adaira akati akati: '' Wapei zvinhu kuti wadye''. Iwo wakati: Tinogona kueda kunotenga nemasiriva zviuru zvine zvezve ngua tinowapa kuti wadye?'' 38 Iye akawati: ''Mune zvigwa zvinganiko? edai kunoona;;. Pawakaona, Wakati: ''Chigua zvichanhu ne hove mbir'I'. 39 Ipapo Jesu akaraira kuti vese wagare varemuzvikwata pauswa munyoro. 40 wakagara muzvikwata; chikwata che zana ne makomi machano. 41 Iye, akabata zvikwa izvo ne hove, akatarira mundega, akaropafadza zvigua akapa vadzidze vake kuti vaise kumbere kuvajinji. Akagura hove newese. 42 Wese wakadya wakaguta. 43 Iwo wakatora zvemedho zvezvigua gumi nezviwiri zvamateguzvamategu zvisere,ne zvemenhu zvehove. 44 Wanga wari zviuru zvichanu zvewanhuiwo wakadya zvigua. 45 nokukurumidza iye akaita wadzidzi wake wapinde muchekepe achitera mberi kwakeyaenda kuumwe zvimbo, yaidze Betesaidha, asi Jesu wando seya wajinji. 46 pawakabuda, wakaeda kugomo kunonamata. 47 Mausiko akati asika, chekepe chadzachire pakati pegwagwa,wanga vari voga muvu. 48 Iye akaonakuti iwo wakanga zvibhinga mpini parwendo rawo nechekepe mututure vaisina. Asi neguva yechirogomuna vosiko,iye akauya kwaari, achifamba pamusoro pegugwa, achida kupfurira mberi kwavo. 49 pakamuuna achifamba pamusoro peguagwa,wafunga kuti akanga aridzanga dzimu. 50 Asi pakamuona wakatya.panguva iwowo uwo ndokuti: ''iwai makachinga''. 51 Iye akapinda muchikepe nawo,asi mepo wakamira kuvuvuta.wanga wazere nekuchamiswa,asi 52 Awana kunzwa pamusoro pe zwingua; Kuburikedza naizwozwo,moyo yawo yakanga yakaoma. 53 Wapedza kuyambuka,iwo wakauya mhiri kwegerasi wakamisa chikepe. 54 Pawakambuda muchekepe, wanhu wakamuziwa nokukurumidza. 55 wanhu wakafamba guta rose waiudza zvirewere pamapunde,kwazua kuti iye ariko. 56 Wanuda kuti iye apinde kupi mumamusha iwo waisa warwere mimisika,asi waidainzira kuti wamutendera kuti wabate apo kana kuridza munguo dze mbasha dzake.Wese waimubata waipora.