Chitsauko 7

1 WaFarisi newamwe wadzidzi wemutemo wakauya muJerusarema wakasangana pana Jesu. 2 Iwo wakawona wamwe wadzidzisi wachidja zwinga nemawoko akaswipa, zvinorewa kuti wasina kugeza mawoko. 3 (Nekuti wafarisi ne wa juda wese awaryi wasina kugeza mawoko, nekuti wanochengeta mitemo yewakuru wawo. 4 Paakadzoka kubva kumisika, wafarisi awaryi wasina kugezamawoko. Uye kune mitemo mizinji dzawanotewera nesimba, runge rugezwa kwemikombe, nemidziyo yekuyisira mvura). 5 Wafarisi newadzidzi wemitemo wakabvunza Jesu: ''Ngei wadzidzi wako wasingararami maererano nemitemo yawakuru, iwo wanorya wasina kugeza mawoko?'' 6 Iye akawapindura akati: ''Wanyengedzi, wakaprofita Isaya nekuda kwenyu, sezvazvakanyorwa: ''Wanhu aya wanondiremekedza nemuromo yawo, asi moyo yawo iri kure Neni. 7 Iwo wakandiitira minamato pasina, wachidzidzisa mitemo ye warume setsika dzawo''. 8 Imi makasiya mirayiro yaMwari mukaterera mitemo yewanhu.'' 9 Wakawatizve: ''Makatendera kusiya mirayiro yaMwari kuti muwe nemitemo yenyu! 10 Asi Mozisi akati: 'Remekedza baba wako na mai', asi, 'Uya anotuka baba na mai, chokwadi uchazofa'. 11 Ndinoti kwamuri: ' Kana munhu akati kuna baba na mai: ''Chero rubatsiro rwawaifanira kutambira kubva kwaandiri ikhobani,'' (Zwinorewa, chipo chaMwari), 12 uye aucha tendedzizwe kuti aitire baba wake kana mai wake chimwe chinhu. 13 Muri kubvisa mirayiro yaMwari nemitemo yawaka dhudzira. Uye munoita zwinhu zwakawanda vzakafanani''. 14 Iye akadhainzazwe wanhu wajinji wakati kwawari: ''Imi mese makanzwa vzandakarewa, uye manzwisisa. 15 Akuna chinobva kundze kwe munhu, chinoswikisa munhu nekupinda maari. Asi chinobudha maari ndicho chakaswipa''. 16 Kana munhu aine nzewe dzokunzwa, nganzwe. 17 Nenguwa iyoyo, Jesu paakasiya wanhu wajinji akapinda mumba, wadzidzi Wake wakamuvunza mufananidzo. 18 Jesu wakati: ''Nemiwo mutcharamba musinga nzwisisi? Amuwoni kuti akuna tchinopinda mumunhu tchinomuswipisa, 19 ivzi ngazwirege kupinda mumoyo make, asi vzinopinda mudhumbu vzetchizobudha mumwiri make, nemashoko aya, Jesu wakatchenesa tchikhafu tchese. 20 Iye akati: ''Tchinobva mumunhu nditcho tchinomuswipisa. 21 Nekuti mukati me moyo ndimo munobva pfungwa dzakaipa, 22 upombwe, umbava neubinya, kuchiwa, kuwengana, utsotsi, uterre, godho, nanyawi yeupenzi. 23 Vzese ivzi vzitadzo vzinobva mukati, uye zvinoswipisa munhu''. 24 Iye wakabva ipapo wakaenda kunvzimbo ye Tiro ne Sodoma. Akapinda mumwe mumba asi akanga asikadhi kuti aziwikane nemunhu, asi zwakanga vzwisingagoneki kuti asaziwikane. 25 Nenguwa iyoyo, umwe mukadzi akanga ane mwana ane mweya wakaipa, wakanzwa kuremekedza Jesu, akapfugama patsoka dzake. 26 Nokudharo mukadzi aiwa mugiriki, worudzi rwe Sirofenisia. Iye akamurumbira kuti abvise dimoni ra mwana wake. 27 Iye wakati: ''Siya wana wagute kutanga. Nekuti, avzwinam kunaka kutora tchingwa tche wana wokhandira imbwa''. 28 Pazwose iye akapindura: ''hongu Ishe, asi kunyangwe twiingwanana twiri pasi pe tafura twinorya vzwimedhu vzwe wana''. 29 Iye wakati: ''Nei wataura kudaro, wakasununguka kuti wuende. Dhimoni rakabhudha pamwana sikana''. 30 Iye paakadzoka kumba akaswika kumba awona mwana akarara pamubeda, uye dhimoni rakanga ramusiya. 31 Saka, Iye akabvazve ku nzvimbo ye Tiro atchidharika nemu Sodoma akaswikira kugungwa re Garireya, kuzvimbo ye Dhekapori. 32 Iwo wakauya nembewewe yakanga isinga tauri wakamukumbirira kuna Jesu aise mawoko pamusoro pake. 33 Wakazvib parujinji, ari ega, akaisa vzwe zvigumi munzewe dzake, uye akapfira, iye akabata rurimi rwake. 34 Jesu akatarisa kudhenga, nekugomera akati kwaari: ''Efata'', zvinorewa kuti, ''vhurika'', 35 pakarepo, nzewe dzakavuriza, uye chaibata rurimi chakabviswa, uye akanga awe kutaura zvakanaka. 36 Iye akawati musataurire kana ani zvake. Asi painyanya kuita izvozvo, ndipo pawaita nyaya kutaura nezvazvo. 37 Iwo zvawakashamisa vzwikuru, wakati: ''Iye waita zvinyu zvikuru, wakati: ''Iye waita zvinyu zvese zwakanaka. Iye aita kuti nembewewe inzwe uye asingatauri ataure''.