Chitsauko 4

1 Zwino Jesu akatanga kudzisa mecheto megungwa. Wajinji waka ungana paari, iye, akapinda muchikepe mugungwa, akagara. wajinji wanga wari pamucheto pegungwa. 2 Wakawadzidzi zvijinji nemufananidzo, achiti: 3 Inzwai! murume vakaenda kusima. 4 Akati achisima, dzimwe mbeu dzawira mugwanzi, chiri dzakauya dzikarya. 5 Dzimwe dzawira parutsanga,panga pane mavu. Akawanda. Ipapo dzakamera, nekuti mavu akanga asi kudzika. 6 Asi zuva rakabuda, dzikatsa nekuti dzanga dzisina midzi dzakaoma, 7 Dzimwe mbeu dzakawira pakati pemitswa, dzakura asi dzakabaiwa. Ne kudaro mbeu hadzina kuberika tsanga. 8 Dzimwe mbeu dzakawira paivu rakanaka dzakabereka mbeu dzakakura dzikawandisa. Dzimwe dzakaberika makumi matatu, nemakumi matanhatu nemazana ´´ 9 Iye akati`` Anenzeve dzekudzwa, nganzwe!``. 10 Jesu akati ari enga, avo wanga wari wega, padoze naye wanegumi nawawire, wakamubvudzisa mufananidzo.`` 11 Iye akati: Imi munopuwa zvakawadzikan zveumambo wamwari, asi vose wekudze ndinowaudza nemifananidzo, 12 Kuti, wanoona, waone,asi awavone, wanodzwa, kuswisisa, kuti zvimwe varege kutendeuka kuti Mwari awaregerere``. 13 Iye akati kwawari`` hamu zviwi here mufananidzo? maka dzwesisa seiko zvemwene? 14 Musimi anosima shoko. 15 Asi avo varikurutiwi kwegewanzi ndivo wanodzwa, satani anouya achibvisa shoko mumoyo mavo. 16 Asi vamwe ndivo wakasimwa parutsanga, awo,wanodzwa shoko, woritambira nemufaro, 17 Asi avana midzi mawari, asi ngeguva doko. Asi kwakauya matabudziko kana kutewerwa nekuda kweshoko, ipona anowa. 18 Wamwe ndivo wanosima pakati pemizua. Diwo wanodzwa shoko , 19 Asi kutya kwenyika nokunhera kwepfuma nekuchiwa zvimwezvipinda zvichidzinga shoko, kuti risavane muchero. Asi pane uyon vasimwa muvu rakanaka ivo wanodzwa shoko, nokuritambira unoberika muchero , 20 Mamwe makumi matatu, nemakumi matanhatu ine dzana. 21 Jesu akati ndikupei mwunje we mumba muise pasi, pendegu kana kuti pasi pemubeda here? ndinokupai muise pachigaro. 22 Nokuti apana chiro chakawadzika, chisinga wonekwe apana chakawigwa chisinga bunde pachena. 23 kana munhu ane nzewe dzokuzwa ngaazwe. 24 25 Zwino akati: kwaari chenjerai zwamunonzwa, chero chamu hera nacho, nemi muchaerwa nacho dzakawedzerwa. Nokuti unazvo uchapiva zvijinji asi uchatorerwa chauri nacho. 26 Jesu akati ;Uche wamwari wakafanana nomunhu anosima mbeu yake muvu. 27 Iye akarara akamuka, mbeu yakakura iye asingasiwe kuti zvaitika sei. 28 Mavu ano bereka havo muchero; Chikutanga muti, kutewera minzua, 29 Pasi potsanga dzinofadza mizwa.pano ibva zveyo, nenguwa iyoyo munhu anucheka nejeko nokuti kukowa kwasika. 30 Akati zvakare:''chinyi chatinotenga kuwomambo wamwari? ndiwopi mufananidzo watinga wananidze navo? 31 Iye akafanana netsanga yemastadhi inowa tsanga zvindoku mavu. 32 Asi kana ukasima inokurauye unozivamuti mukuru kupfura mutiyese yemupindu. Ane matavi makuru zvikuti chiri dzendenga ndinogadziramakasi adzo nemute. 33 Nemufananidzo ujinjia katungamirira nemasoko, waifanira kuzwisisa. 34 Anga asigataure kunzi kwemufananidzo. Arivoga nawadzidze vake 35 Nezuwa iro kwakundoka , akati; '' Habhi kundiwi remweni''. 36 Wachisiya wajinji wadzidzi vakatora Jesu, nokuti wanga wamuchekepe.zvekepe zvimwe vanga vanadzo. 37 kwaka simuka dutumafunga akafunga akatanga kuponda chekepe, chakange chozara nevura. 38 Iye akanga akarara kumasure pamusoro pemutsago. Wadzidzi wakamumutsa, vakati iche,tawakufa 39 Jesu akamuka akaraira mhepo ne gungwa pakarepo zvikamira ipona pakawe nemunhara mukuru. 40 Iye akati kwawari: munochyreiko? 41 Amuna kutenda here wanga wane kutya kukuro vakataurirana''Ndiani uyo kunyagwe mhepo inomuterera.