Chitsauko 3

1 Zwino Jesu akapinda zve musinagoga panga pane murume akanga ane muoko wakaremara. 2 Wamwe wanhu wakamutarisisa kuti anga porese here? muoko musiwe Sabata. 3 Jesu akati kune munhu anga ane muoko wakaremara; ''muka uya pakati pawose'' 4 Iye, akati kune vanhu '' zvinoita here kuita vzakanaka kana kuti zwakaipa musi we Sabat; Kana kuti kuponesa upenhu, kana kuti kuuraya?'' .Asi uyu wakanyarara. 5 Iye, akatarisa kwese akachamiswa, akatsamwa nekuoma kwemoyo dzavo, akati kune murume; ''Twasamudza mouko ''. Iye akasimudza muoko Jesu akamuporesa. 6 Wafarisi nokukasika, wakatanga kufunga kuti wanomuuraya sei. 7 ipapo Jesu wakaenda na wadzidze wake mugungwa. Wajinji waiwa tewera,achibva ku garirea, ne Judiya, 8 ReJerusarema pakati pe Jorodani, nemucheto me Tiro na Sidom.pawakadzwa zvinhu, wajinji wawiya kwaari. 9 10 Akakumbira wadzidzi wake kuti wamusire chikepe chidhoko nokuda kwewadu kuti wasamukuadze.10 Asi iye akarapa wajinji . kuswika pokuti wose wainetseka ne vzirwhere ne mufaro waimukwederera kuti wamubate . 11 panguwa yose yokuti mwiya yakaipa payaimuwona yaidona pamberi pake,waidana uye waiti ; ''Iwe urimwana wa Mwari''. 12 Iye, ne kubvuma kuti isamusziwe. 13 Iye akakwira mugomo uye akadana waya waida, uye wakawiya kwaari. 14 Akasarudza gumi na wawiri ( waakadana kuti mapostori) kuti awe nawo, kuti awatume kunoparidza choko, 15 kuti wawe nesimba rekudzinga madimoni. 16 Akapa mazita ku gumi nawawiri; Simoni akanzwi petro; 17 Jakobo, mwana waZebedeu,na Johani,mununghuna wa Jokobo, wakawapa mazita yekuti boanerges, inozwi mwana wembeni; 18 Uye Aadre; Firipe; Bartomeu; Mateus; Thomas; Jakobo,mwana wa Arfeu;Tadeu; Simoni, na Zelote; 19 na Judas Iscariote, achazomutegesa 20 Ipapo iye akaenda kumba, uye vajinji wakaungana vzekare kunhangwe wasina chokurya che chingwa. 21 hama dzake dzakazwa ivzovzo, wakabuda wachiti musaite ivzovzo, nokuti waite; ''Iye arikunze'' 22 Wanyore waibva kuJerusarema achiti; anemweya wa Berzebu'' Ndiye mukuru we ma Dimoni nekuti anobvisa ma Dimoni''. 23 Jesu akawaudza nemufananidzo; ''Zvinoita here kuti Satani kubvisa mumwe Satani? 24 kana umambo wakapatsanuka zvayo umambo uyo aurambe uriko. 25 kana umba ikapatsanuka iyo, umba airambe iripo. 26 kana Satani akazvimukira saka sei akazvipatsanura, ngasarambe ariko, nokuti hasati Aswika magumo. 27 Asi hapana anopinda mumba memurume akasimba kuti atore zvake asati amusunga here kutanga kuti habhe 30 zvechokwadi ndinoti kwawari, zvitadzo zvose zvevanhu zvinorekerwa, kana kutuka kuse, 29 asi wanokuka Mweya Mutsene angapo rekererwezve, asi une watadza zvamuchose'''. 28 Jesu akataura izve; ''eye ane Mweya wetswina''. 31 Amai venyu ne wanuguna wakagara panze. wakatuma munhu kutii awadaidze 32 Wajinji wakagara mucheto wakamuudza Jesu; ''Amai wenyu nava nuguna varepadze wachikutsakai. 33 Iye akawadaira akati; ''Ndianiko amai vagu ne hama dzagu?''. 34 Iye akatarira wanga wakagara wakatatenderedzana akati; Uyai, avo nevo amai wangu ne hama dzagu! 35 Wose wanoita kuda kwaMwari ava ndivo hama dzagu, na mai wangu.