Chitsauko 9

1 Jesu wakakoka gumi na wawiri akawapa simba newabvumira pamusoro pemadimonikuti aporese anorwara. 2 iye akawatuma kuno paridza umambo waMwari nokuporesa wanorwara. 3 Iye wakati: musatore chinhu parwendo, kana tswimbo,chikwama, chingua, ne mari kana hembe mbiri. 4 Umba ipi na ipi yamuchapinda,iwai muripo kusvika kwadoka pazwimbo. 5 kana mukasa tambirwa,muchibuda muguta, zudzai tsoka dzenyu chiwe chapupu kwawaari''. 6 Iwo wakaenda ne muguta, wachiparidza vagere itswa uye waiporesa vanhu kudzimbo wese. 7 Herodi, madziteteguru hedu, wakanzwa zwese zwakanga zwaitika wakawirikidza, nokuti wamwe wati ndi Johani wanga wamuka kuwafi. 8 Wamwe waiti ndiEria yakanga awoya wamwe wachiti wamwe wewaporofita wekare wanga wadzokera muwupenyu. 9 Herodi, iye akati: ''Ini ndakaita kuti Johani wandiburwe musoro, saka ndiani uyo wandire kunzwa nezwake?'' Iye akatsanga nzira yekuona nayo Jesu. 10 Wagumi na wawiri wakatumwa na Jesu pawakadzoka, iwo wakatsanagura zwose zwanga zwaitika. Jesu akawatora akaenda nayo ku guta rainzi Betsaida, 11 asi wajinji pawakazwa izwozwo wakamutewera. iye akatora wese, wakataura nezwe umambo waMwari wakaporesa wainda kuporeswa. 12 kwanga kwakundoka wanegumi wakauya kwawari wakati: '' wenekai wanhu awa, nokundaro tinga kwanise kuenda kuguta kuti titsange pekugara ne zvekudya, nokuti takatsikirirana. 13 Asi iye akati: ''Wapei zwinhu dzikudya''. Ewo wakati: '' Kwete asi tine zvingua zvichano ne hove mbiri, kunze kwekuti tiende kotenga chikafu kuwanhu awa''. 14 (pakanga pane wanhu zviuro zvichanhu.) Ipapo iye akati kune wadzidzi: ''Garai muzvikwata uye muri makumi mana''. 15 Uye wanhu wese wakaita kuti wagare. 16 Iye akabata zvingua zvichano, ne hove mbiri Iye akatarira kudenga akazviropafadza, akandibura zvindibo uye akapa wadzizi wake kuti wape wajinji. 17 Wese wakadya, wakaguta wakazadza mandigu gumi ne zwiire nechikafu changachasara. 18 Izvi zvakaitika Jesu painamata ega uye wadzidzi wanga waNaye. Ipapo Iye akawabvundza: ''wajinji wanonditi Ndiri Ani?'' 19 Iwo wakati: ''Wamwe wanoti muri Johani mubabatidzi, wamwe wanoti muri Eria uye zve wamwe wanokuti muri mumwe wewaporofita wekare wakadzoka kuwopenyu''. 20 Iye akawati: '' ko imi munoti ndiri ani?'' Petro akandaira akati: '' Ndimi Kristu waMwari''. 21 akawaraira, 22 Jesu hakati musaudza munhu izvi, achiwati: '' Mwanakomana Wemunhu unofanira kutambudzika zwinhu zwijinji na wakuru wewaprisita, nawa nyore, uchafa asi uchamuka nezuwa retatu''. 23 Kana munhu achinda kuya kwandiri, ngazwirambe, takura muchijikwa wako unditere. 24 Uya unoda kuponeswa upenyu wake anofanira kurasikirwa nawo, asi uya ucharuza upenyu wake nokunda kwangu, achaponeswa. 25 Zvinobatsirei munhu kuwana nyika yese, asi worasikirwa newopenyu wake? 26 Uya anonyara kwandiri ne mashoko angu, uye Mwanakomana we Munhu uchamunyarawo paachauya nekugwenya kwake, muku gwenya kwa Baba newa tumwa watswene. 27 Zwirokwanzo ndinoti, kune wamwe waripano wasingazofi kuswikira umambo waMwari wauya. 28 Zwino, pakati papera mazuwa masere abva kutaura machoko aya , jesu wakatora petro, johani na jakobo uye wakakwira gomo kuti wanonamata . 29 iye painamata, tchiso tchake tchakatchinja , mbacha dzake dzawa dzichena uye dzechipenya . 30 Uye warume wawiri awa waitaura naye, mozisi uye na eriya, 31 Iwo wakawapo no rugwinho rukuru . Iwo waitaura nokuda ko kusimuka kwake kwanga kuri paduze kuti ku zadiswe mu Jerusarema . 32 Petro ne wamwe wanga ainawo wanga waka batwa ne hope, asi pawakazosimuka, wakawona kugwinha kwa Jesu uye ne warumer wawiri waiwe nawo . 33 Iwo pawaibva paari Jesu , Petro wakati: ''Mudzidzisi zwakanaka kuwa pano. Ngatigadzire matendi matatu, imwe ndeyenhu, imwe ndeya mozisi uye imwi ndeya eriya '', iye wanga asingaziwi zwaitaura . 34 35 36 ipapo iye paaitaura machoko aya , rimwe pfuwa rakawiya rikawakomberedza ne m'bvuri waro , iwo wakavunduka pawaipinda mu pfuwa . rimwe izwi rakanzwika mu pfuwa , ritchiti :''uyu ndiye mwana wangu , wakasaruzwa; kwaari ndinonzwa'' .izwi parakamira, jesu wanga ari ega .Iwo wakagara wakanharara uye mumazuwa iwawo apana tchawakataura kuwanhu ne vziya zwanga zwaitika . 37 38 39 40 Uye zwakaitika kuti, murimwe zuwa, wanhu wajinji wakaenda kuno sangana naye paidzika mugomo. mumwe murume wewajinji akadanidzira achiti: ''Mudzidzise, ndinokukumbirai kuti muwone mwana wangu,