Ruka Tchitsauko 20

1 Zwakaitika kuti, nerimwe zuwa Jesu watchidzidzisa wanhu muthemberi atchiparidza vangeri; wakaswika wakuru wakuru wema prista uye ne wanyori, pamwetchete ne wakuru 2 uye wakamuvundza: ''Titaurire, ne simba ripi raunoita zvinhu izwi? Uye ndiyani akupa simba iri?''. 3 Iye akawadhaira: ''Neniwo ndinokupai muvundzo: Nditaurirei kuti 4 rubabatidzo ra Johani raiwa rekudhenga kana kuti re wanhu?''. 5 Iwo waitaurirana patchawo, watchiti: '' Kana tikamundaira kuti 'nderekudhenga', Iye atchati: ' nei musina kutenda kwaari?' 6 Asi tikati: 'kuwanhu,' wanhu wese watchatitema, nekuti iwo wanotenda kuti Johani Mubabatidzi waiwa muporofita''. 7 Ipapo iwo wakawadhaira kuti tanga tisinga nziwi kuti ndewekupi. 8 Uye Jesu akawati: ''Neniwo andinga tauriwo kuti ndinoita nesimba ripi''. 9 Jesu akatanga kutaura kuwanhu mufananidzo uyu: ''umwe murume akasima muzambiringa, akawusia kuwarimi uye akabudha kuna baba wake panguwa repfu. 10 Munguwa yekukowa, akatuma umwe muranda kuwarimi, kuti amupe mitchero ye muzambiringa. Asi warimi akamutchaya uye akamuita kuti adzokere ne maoko asina tchinhu. 11 Ipapo akatuma wamwe waranda na iwowo akawa roowa, akawa ninipisa akawadzokesa namaoko asina tchinhu. 12 Iye akatuma mumwe wetchitatu, asi iwo zwekare akamukwadza akamudzinga. 13 Zwino muridzi wemuzambiringa akati: 'Tchi tchandinga ita?Nditchatuma mwana komana wangu wandinodha. Pamwe watchamuremekendza'. 14 Asi warimi pawakazizua,wakatanga kutaurirana patchawo, atchiti: Uyu ndie mungari wenhaka.Ngatimu uraye, kuti nhaka iwe yedhu.' 15 Iwo wakamumbhundisa mumunda wemuzambiringa wakamuwuraya.Zwino, tchi, tchitchaita murindzi wemunda? 16 Iye atchauya kunzoparadza iwo warimi uye watchapa munda wamwe warimi.'' Pawakatswa izwo, akati: ''izwi ngazwisaitike! 17 Asi Jesu watchitarisisa, akawati: ''Zwiri kurewei zwinhu izwi zwakanyorwa: 'Igwe rakaraswa newawaki,? 18 Munhu wese atchadhonha pambhuwe iri atchaita zwidhimbu; ari munhu atchawirwa naro ritchamukuya''. 19 Munguwa imwetchete ,wanyori newapirisita wakuru waitswaka tchikodzero tchekumusunga, asi nekuti akaziwa mufananidzo wewakataurirwa waitaura iwo. 20 Asi waithia wanhu. wakamutcheretchedza ,wakatuma wanyori, waihita se wanhu wakarurama,kuti wamumbate pamachoko ake, kuti wamuise kuwuche nesimba rewatongi. 21 Zwinho iwo wakamubvudza, atchiti: ''Mudzidzisi, tinozwizia kuti munotaura uye munodzidzisa zwakarurama, musingatendi zwinowonekwa ne wanhu, asi munodzidzisa ndzira yaMwari maererano netchokwadi. 22 isu takatenderwa here kumbadara mutero kuna Kesari?'' 23 Asi Jesu atchizia kunyengera kwawo akawati: 24 Ndiratidzei dhenari. Rine mufananidzo weunhoro reani?'' Uye iwo akawadaira: ''Ya Sezari''. 25 Jesu akawati: ''Zwino ipai Sezari zva Sezari uye zvaMwari kuna Mwari''. 26 Zvino Wakatadza kumubhata pakutaura kwake pamberi pewanhu, asi nekushamisika kweminduro Yake, iwo wakanyarara. 27 Atchiswedhera wamwe waSadhusi, wanoti akuna kumuka, 28 wakabvudza watchiti: ''Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti, kana hama yemunhu ikafa, asi yakarorwa uye isina mwana, iye anofanira kutora chirikadzi oitcheketa pachikamu che hama yake. 29 Paiwa nhe hama dzaikwana manomwe. Wekutanga akarorwa akafa asina mwana; 30 Wetchiwiri zwekare 31 wetchitatu akarora chirikadzi, uye wese wari wanomwe, zvekare awana kusia wana,uye wakafa. 32 Mukuguma, mukadzi akafawo. 33 zwino, mukumuswa, ndiani atchawa murume watcho? nekuti wese waiwa warorwa''. 34 Jesu akawataurira: ''Wana wemunhika munho wanorora uye wanopana mutchato: 35 asi iwo atchataurirwa na Mwari wakafanira kuwana nyika iyo ne kumuka kuwakafa, awawani uye awawaniswi. 36 iwo Iwo awafanir kufazwe,uye wakaedzana nekuti wakaedzana ne watumwa uye awe wanawaMwari,watchiwa wana wekumuka.