Ruka Tchitsauko 24

1 Asi, pazuwa rekutanga viki, mangwanani iwo wakayenda kumakuwa, wakatora zvinonuhira zvakanga wagadzidzirira. 2 Iwo wakaswikira bhuwe rabviswa; 3 asi, watchipinda awana kuswikira mukumbi wa Ishe Jesu. 4 Asi watchiri kubviringika nezvakanga zvaitika. Ipapo, warume wawiri wakaswika pawari pamwetchete nawo, ne hembe dzaipenyo. 5 Wakadzi wakatya uye, wakatsikitsira hope dzawo, iwo akati kuna wakadzi: ''Nguei metchitswaga munhu mupenhu pakati pewakafa? 6 Iye asi paano, wakamuka! Mutchaziwa here zvawakataura kwamuri, paaganga ari mu Garireya, 7 atchiti kuti Mwanakomana we Munhu anofarirwa kuiswa mumawoko we warume watadzi nekurowererwa uye, nezuwa retatu atchizomuka''. 8 Asi wakadzi akarangarira mashoko Ake. 9 Uye, wakadzoka kubva kumakuwa, akataura izvi zvese kune gumi nemwumwe uye newese. 10 Maria Madarena, Joana na Maria, mai wa Jakhobo, uye newaya wakanga wanawo wakataura mashoko aya kune wadzidzi wa Jesu. 11 Asi wadzidzi awana kutenderana nezvakataura ne wakadzi, mashoko aya akaita sewupenzi. 12 Pita pazvese akasimuka akamhanya kumakuya. Atchiri ikona akatarisa mukati, akawona madjira anga akamonyerwa. Akadzokera kumba atchishamisika nezvaakanga zvayitika. 13 Nezuwa iroro, wawiri wawo watchienda pane imwe nzvimbo inozwi Emausi, makumi matanhatu kubva ku Jerusarema. 14 Uye aiyenda atchibuya nezvese zvakanga zvaitika. 15 Zvakaita kudai, Atchitaura iwo wetchikanidzana, Iye Jesu akakwedhera uye akatanga kufamba nawo. 16 Asi madziso awo akapofomadzwa kuti arege kumuwona Iye. 17 Jesu akawapa mubvundzo: Ndezvipi zvamunotaura metchifamba?''. 18 Uye akamira akatsamwisika. Umwe wawo, waizi Creopasi akadhaira: ''Ndiwe wega usingaziwi zvinhu zvakaitika mu Jerusarema mazuwa ano?''. 19 Iye akawati: ''Ndezvipi zvirikuyitika?''. Iwo wakadhaira: ''Zvinotaura ne pamusoro pa Jesu we Nazareta, Uyo wakanga wari muprofita mukuru pama bhasa uye pa mashoko, pamberi pa Mwari ne pamberi pe wanhu wese, 20 uye wapirista wakuru newedhu watongi wakamupira kuti watongerwe rufu nekumurowerera. 21 Isu tai tarisira kuti atchawa Iye atchasunungura Izraeri. Parezvino, nhasi izuwa retchitatu, zuwa rekuti izvi zvese zvakaitika. 22 Itchokwadhi kuti wamwe wakadzi pakati pedhu watishamisa, wakayenda mangwanani kumakuwa. 23 Uye awana kuwona mutumbi wa Jesu, wakadzokera watchiti takawona tchiratidzo tchengirosi, dzetchiti Iye mupenyu. 24 Wamwe wakanga wanesu wakaenda ku makuwa zvakanga zvetchitaurwa newakadzi; asi awana kumuWona''. 25 Jesus pakarepo wakati: '' imi warume mapedzi munemoyo unonoka kutendera zwakataurwa newaporofita! 26 Zwakanga zwisina kufanira kukondzera kuti Kristo atambure nezwinhu izwi kuti apinde mukugwinya kwake?''. 27 Ipapo, achitanga na Mosesi newamwe waporofita, akadudzira zwese zwakanyorwa, zwaitaura pamusoro pake. 28 Pahanga warikuswika munarawunda, kwa waiyenda, Jesu akaita se apfurira mberi. 29 Asi iwo akamumanikidza Iye achiti: ''Garai nesu, nekuti wa usiku uye zuwa rakudoka''. uye akapinda kuti agare nawo. 30 Iye zwekare wari Pantafura nawo, akatora tchigwa wakachiropafadza, akachimedura akawapa kwaari. 31 Ipapo, madziso ake akadvurika, iwo akadva amuzia, uye Iye akatsakatika pamberi pawo. 32 Iwo akataurirana patchawo: ''Yanga isingatswi moyo yedhu, Iye achititaurira tiri mudzira uye aitidzidzisa Magwaro?''. 33 Panguwa iyoyo, wakasimuka wakadzokera ku Jerusarema. Iwo wakaswikira gumi nechimwe wakaungana ne wakanga wainawo, 34 wakati: ''Zwirokwazwo Iche wakamuka uye akauya kuna Simoni''. 35 Ipapo, wakataurira zwinhu zwakaitika munzira uye kuti Jesu akazikwana sei nawo paai medhura tchingwa. 36 Pakanga achitaura zwinhu izwi, Jesu akauya pakati pawo uye akawati: ''Rugare ngariwe kwamuri!''. 37 Uye wakavunduka nekutya, wakafunga kuti waiwona mweya. 38 Asi Jesu akati: ''Ngei mutchinetseka? Ngei mutchishushikana mumoyo menyu? 39 Wonai mawoko Angu uye ne makumbo Angu, Ndini tchaiko! Ndibhatei muwone. Mweya awuna nyama kana godho se zwamuri kuwona zwandiri''. 40 Paakataura izwi, akaratidza mawoko ne makumbo. 41 Uye, iwo wasati watenda, nekudha kwemufaro watchichamisika, Jesu akati kwaari: ''Munetchinhu tchekurya?''. 42 Akamupa dhimbu rimwe re howe yakakotshuwa. 43 Jesu akatambira uye akarya pamberi pawo. 44 Iye akati kwawari: ''Pandanga ndiri nemwi, imi mayiti: zwanga zwakakonzera kuti zwidzadziswe zwese zwakanyorwa pamusoro pangu pamutemo wa Mosesi, nekuwaPorofita uye nekuwaPisarema''. 45 Ipapo, akawavura pfungwa dzawo kuti waswisise Magwaro. 46 Uye akawati: ''Se zwakanyorwa kuti Kristu atchafa uye atchamuka kuwakafa ne zuwa re tchitatu. 47 Kuti Muzita Rake waparidzirwe rutendeuko uye nekuregererwa zwitadzo ku marudzi ese, retchitanga Ku Jerusarema. 48 49 Imi muri wapupuri we zwinhu izwi. Tarirai Ini ndichatuma tchipikirwa tcha Baba Wangu kunemwi; asi mirirai muguta kuswikara mapfekedzwa mweya wekumusorosoro'' 50 Ipapo, Jesu akawatungamirira kundze paduze ne Betania. Uye, akasimudza mawoko Ake, akawakomborera. 51 Zwakaitika kuti, Iye atchiwakomborera, akapfundikira uye akatorwa kwenda kundega. 52 Ipapo, iwo wakamunamata uye akadzokera ku Jerusarema ne mufaro mukuru. 53 Iwo akaramba wari muntemberi, watchirumbidza Mwari.