Chitsauko 8

1 Zwino, chure, kwazwo, Jesu wakatanga kufamba nemuguta akasiyanasiyana ne musasa achiparidza nekudaidzira kunaka kweumambo Mwari: Wane gumi nawawiriwakaenda naye. 2 Newamwe wakadzi wakanga wa poreswa pamweya yakaipa nezwirwere. Waiti: Maria, ainzwi magadarena wakadzigwa mweya yakaipaminomwe. 3 Joana, mukadzi waCuza, mukadzi wekuza, murarere kwa Herode, suzana, ne mumwe mukadzi wakawanda awo waimunzirazwiro zwawaita. 4 Zwino waka unganidza wajinji kuti kusanganisera newamwe waibva kuguta kuti wasangane naye,Jesu wakataura nekuda kwe mumwe mufananidzo: 5 ''Mumwe murimi akaenda ko sima imwe mbeu iye pakasima, imwe mbeu yakawira munzira idzo dzikatsikwa idzo chiri dzekundega dzikarya dzese. 6 Dzimwe dzakawira pa ivu rematsanga apo dzakakura, dzikaoma neku chaiwa mwando. 7 Dzimwe dzacho dzakawira pakati pemiti yeminzwa idzo dzakakura pamwechete neminzwa idzo dzikadzivunga. 8 Asi dzimwe dakawira paivu rakanaka idzo dzikakura ne utano, idzo dzikabereka goho rine mazana nemazana makuru''. Jesu akataura zvinhu izwo, akadaidzira ne inzwiguru: '' Akati anenzewe zvekunzua nganzwe''. 9 Ipapo wadzidziwakabvudza kwaari wakati mufananidzo uyo waitaura kuti. 10 Jesu akati kwaarindakupai kunzwa kwaka wanzika nekunzwisisa umambo Mwari, asi wamwe wachadzidziswa chete nemufananidzo,zwakadaro kunyange kuwona,iwo awafanire krenga kuona kana kunzwa wasa nzwisisa. 11 Mufananidzo: We mbeu uno rewa shoko raMwari. 12 Idzo mbeu dzakawira mugwanzindiwawonozwa, asi Diaboro anouya otora mashoko emu moyo yawo kuti wasa tende, nekudaro awana ruponeso. 13 Idzo mbeu dzakawira paivu rine matsanga ndiwo waya wanoti wanonzwa shojo wotambira ne mufaro, asi awagadzire midze. Iwo ndiwo wanotenda kwe nguwa doko nenguwa yemuedzo wano tsauka. 14 Idzo mbeu dzakawira pakati peminzwa ndiwo wanozwa shoko, asinekutenda kwe nzira dzawanotewera dzinovunguzwa nokufunga nepfumanezwino zwinofamba zwe upenyu nekudaro awabereke zvibereko. 15 Dzimwe dzawira paivu rakanaka, sokunge wanhu wanechokwandi ne moyo yakanaka, wanonzwa obata nemoyo yakarurumanowakanaka wanorichegenta wachibereka zvibereko nokuchicherera. 16 Asi hapana anobatsa mwenje kuti agofukidza ne mudziyo kana kuisa pasi pemubeda. Asi unoisa pamusoro petafuru kana kuisa pasi, wese wanopinda wagone kuwona chiedza. 17 Kune zwese zvakawadzika zwichabuda pachena, asi zwese zwisinga zikanui zwicha zinakua asi kuchaunzwa chiedza. 18 Saka inzwai muchenjere nokuti uyo anazwo, asi achapiwa, uyo asina, uchatorerwa izwo zwanazwo chanoti ndinacho. 19 Zwino mai wake nowanu'nuna wake uya kwari, kana kukwanisa kusvika padunze, nekuti panga pane munhu wajinji. 20 Zwino wakamubvundza kuti: Mai wenyu newanu'nuna wari kunze wakakomirerai warikuda kukowonai''.. 21 Asi Jesu akati: Mai wangu ne wanu'nuna ndiwo wanonzwa shoko raMwari wachirita''. 22 Zwakaitika neremwe zuva, Jesu newadzidzi wakewaka pinda muchekepe, Jesu wakati kwaari'' ngatibire mhire kwegungwa''. Ipapo wakaenda. 23 Asi, apo warikuenda na Jesu wakarara ipapo ine simba yakaswika mugungwa chekepe chakanzara nebvura wanga wari patsawona yakaoma. 24 Wadzidzi wa Jesu wakaenda waari wakamumutsa wachiti; mudzidzi tawe kuda kufa! Iye akamuka akamisa mhepo yazadza mvura, iyo yakamira yakawa neronyararo. 25 Ipapo akawaodza kuti kutenda kwenyu kuripi? Wakawa nokutya ne kushamisika, wachibvudzana: '' kuti ndani uyo anoti mhepo kana kuti mvura nyarara ikamuterera.?'' 26 Ipapo wakaenda kunyika yeGeresa yakataresana ne Garerea. 27 Jesu akati atsika nyika, umwe murume wemuguta wakasangana naye, uye murume anga ane mweya wakaipa nguwa huru asinga pfeke mbatya uye akanga asigagare paumba, asi kumakuwa. 28 Pawaka muwona iye waka ndanidzira akaswiwisira pamberi pake. Ne izwi guru: Ndine nyaya yeiko nemi, Jesu Mwana waMari wekumusoro? Ini ndinokubirawo kuti musandi tabudze''. 29 Apo, Jesu akaraira mweya wetsina kut iubhude kumunhu, nokuti wajinji waka wakamubatya nawo aigara akasungwa nezvisugwa ne magetani, wakaridwa newa chengeti akadambura zwisunguwakawatora wakaenda kubhomo ne mweya yakaipa. 30 Saka Jasu akamubvunza akati: ''Zita rako ndiwe ani?'' Iye akati: ''Regioni'', nekuti mweya wakaipa ijinji yakapinda maari. 31 Awo wakakubira kuti Jesu asawaendese kwakadzika. 32 Kwakanga kune boka guru renguruwe raipfura mugomo, asi mweya yakaipa waka kumbira kuti tipinde hedu munguruwe, iye akaita zvawakakumbira. 33 Ipapo mweya yakaipa ikabuda pamunhu ikapida munguruwe, bokara kamanya rikaswikandera pasi pegungua dzika nyura. 34 Zwino warume waifudza idzo nguruwe wakati waona zvaitwa, wakatiza wachi wakachabadza izwo maguta ne kumaruwa. 35 Wanhu wakanzwa ne zwazwo wakaenda kunowona zwanga zwaitika asi, pawaswendera pana Jesu, wakawona murume waiwa ne mweya wakaipa wakabuda. Murume anga akapfeka zvakanaka, uye akagara patsoka dza Jesu, asi waona wakagara nekutya. 36 Awo wakaona zwakaita, waka imba asi wamwe wanenge warume wai chandiswa ne mweya wakaipa waka poreswa. 37 Wanhu wese wenyika wakapoteredza yawa Gerase wakakumbira kuti Jesu abude pakati pawo nokuti wakanga wane kutya kukuru. Jesu akapinda muchikepe akadzokera. 38 Uye murume akanga abuda mweya wakaipa akakumbira Jesu akati aende naye, asi Jesu akamuendesa achiti: 39 '' Dzoka kumba kwako undo taura zwinhu zwaitirwa na Mwari'' murume akatora gwanzi achidanidzira ne guta rese pane zwiro zwakanga atirwa naye. 40 Zwino waka atidzoka wajinji waka mugamuchira nemufaro, nokuti iwo wanga wakamumirira iye. 41 Ipapo paya nemumwe murume aizwi Jairosi, wakanga arimukuru we sinagogue. Jairosi akasviwisera pasi petsoka dza Jesu akamukumbira kuti aende kumba kweke. 42 Nekuti aiwa ne mwanasikana mumwe chete aiwa nemakore gumi ne mawiri, wakanga onda kufa, Jesu akati achienda wajinji waka mumanidza. 43 Umwe mukadzi waiya namakore gumi na mawire aiwe netsekana chirwere chekubuda ropa akanga ari pawajinji iye akanga apedza mari yake newa rapi, asi hapana kana mumwe akakwanisa kumuporesa. 44 Iye akauya nekumachure kwa, Jesu, wakamubata mupendero yejira ipapo ropa rikamira. 46 Jesu wakati: ''ndiani andibata?''wese wakaramba petro wakati: '' mudzidzise, wanhu wajinji wari wanokumanikidzira nokutsikirerwa''. 45 Asi Jesu wakati: '' pane wabata, ini ndinozwiziwa zwirimandiri simba rabuda. 47 Zwino mukadzi pakaona kuti hana kuwanzika pane zwakanga aita, iye wakauya wachitetemera, akawira patsoka dza Jesu ipapo akataura pamberi pewese kuti wakanga wamubata iye saka akaporeswa ipapo. 48 Saka Jesu akati: ''Mwana kutenda kwako kwakuporesa. Enda norugare''. 49 Jesu wakati achitaura, mumwe munhu akauya achibva kumba kwemukuru wesinagoge, achiti: '' usanyangadze mudzidzise. wanasikana wako wafa''. 50 Asi Jesu pakanzua izwo, wakati, jairosi: '' Usatya. tenda kuti uchaporeswa''. 51 Jesu akati asvika paumba, hana kutendera kuti ani zvake apinde naye kunze kwa petro, Johani na Jokobho, na baba na mai wemusikana. 52 Wanhu wese wai bondera nekuchema nekunda kwake, asi iye wakati: '' musachema hana kufa asi wakarara. 53 Iwo wakamuseka no kwa wasiwa kuti wafa. 54 Asi iye wakamubata namawoko wemusikana akamundaidza achiti: ''mwana simuka''. 55 Mweya wake wakadzoka iye akamuka paguwa iyoyo. Ipapo wakakupira kuti apiwe chokurya. 56 Wabereke wake wanga wachamiswa, asi iy wakakumbira kuti wasataurire wanhu anizvake zvanga zwiitika.