Ndima 3

1 hino muJudha unodharika vamwe nei? Kana kutchecheuswa kunobatsirei? 2 Zvijinji, nemitovo yeshe: Pakutanga, vaJudha vakapuwa mashoko aMwari. 3 Nokuti kana vamweni vaJuda vasinakutenda, Ko kusatenda kwavo kuchakonesa kutendeka kwaMwari ? 4 Haiwa! kunze kwe izvi, Mwari ngaave wechokwadi, asi vanhu veshe vave vekunyepa. sezvazvakanyorwa: ''Kuti mucheske pamashoko enyu, nekuti Mukunde pakutonga kwenyu''. 5 Asi kana kusatendeka kwedu kuchiratidza kutendeka kwaMwari, tichatikudini? Tchati Mwari haana kutendeka here, ne kuunza kutsamwa kwake kwetir? (Ndinotikudaro nokutaura komunhu.) 6 Haiva! Mwari waizotonga sei yika? 7 Asi, kana chokwadi chaMwari kubudikidza ne manyepo, zwino unza makomborero kwaari, ndichatongerwei somutadzi? 8 Ticharegerei kutaura (sezvatinopomerwa, uye sezvinoreva vamwe vachiti tinodaro), tichiti: Ngatiite zvakaipa, kuti zvakanaka zvibudepo? Kutongwa kwavo kwakatendeka. 9 Zvino todini? Tinovapfuvura here? kana nepadoko; nokuti tambopa veshe mhosva, vaJudha nevaGiriki, tichiti veshe vakasungwa nezvivchaichi; 10 sezvazvakanyorwa, zvichinzi: ''Hakuna wakatendeka, kunyange nomumwe''. 11 Hakuna unonzwisisa. Hakuna unotsvaka Mwari. 12 Vakatrachika, veshe, vakava vasinamaturo. Hakuna unoita zvakanaka, kunyange nomumwe chete; 13 Huro dzavo iguva rakashama. Mashoko avo anonyepa. Vuturu wenyoka uri mumiromo yavo. 14 Muromo wavo yakazara nokutuka nokuvava. 15 Tsoka dzavo dzinokasira kutea ropa; 16 Kuparadza nenhamo zviri munjira dzavo; 17 Vona havana kuiziva Nenjira yorugare . 18 Kutya Mwari hakupo pamberi pavo. 19 Zvino, tinoziva kuti zveshe zvinobwiwa nomurairo, unozvireva kuneveshe vari pasi pomurairo, kuti muromo yeshe idzivirwe, nenyika yeshe ive nemhosva pamberi paMwari. 20 Nokuti hakunenyama ingacheneswa pamberi pake nemabasa omurairo. Nokuti zvchaichii zvinoziviswa nomurairo. 21 Asi zvino kutonga kwaMwari kwakakombedzwa kunze komurairo, kuchipupurirwa nomurairo navaporofita, 22 Ndiko kutonga kwaMwari kunovuya nokutenda kunaJesu Kristu kuneveshe vanotenda. Nokuti havasiyani. 23 Nokuti veshe vakachaicha vakasasvika pakugwinya kwaMwari, 24 Vanongocheneswa nenyasha dzake nokudzikunura kuri muna Kristu Jesu. 25 Nokuti Jesu wakagadzwa naMwari, kuti ave muyananiso nokutenda muropa rake, kuti kutonga kwake kuratidzwe, nokuti zvichaichi zvakaitwa kare zvakaregerwa, Mwari achivaitira moyo murefu. 26 Izwi zwakaitika se chikiratidzo che kutonga kwake, nenguva ino, kuti atonge ena amene nekuita mutongi we veshe unotenda kunaJesu. 27 Zvino kuzvikudza kuripi? Kwabviswa. Nomurairo upi? Wemabasa here? haiwa, asi nomurairo wokutenda. 28 Nazvo tinoti, munhu unotongwa nokutenda kunze kwemabasa omurairo. 29 Kona Mwari ndiye wava Mwari vevJudha here? Haazi wavahedheni vo here? Ndizvo, wavahedheni vo. 30 Zwe chokwadi, Mwari zvaari umwe, uchachenesa vakachecheuswa nekutenda, navasina kuchecheuswa nokutenda. 31 Zvino, isusu tinokonesa murairo nokutenda here? Haiwa! Asi tinosimbisa murairo.