Chitsauko 1

1 Uko ndokutanga kwevagere ra Jesu kristu, mwanakomana waMwari. 2 Sezvakanyorwa mubhuku romuporofita Isaya: ''Ndichatuma mutumwa Wangu pamberi Pake, uya uchagadzirira gwanzi. 3 Izwi remunhu renodanidzira kubomo: 'Gadzirirai gwanzi raIshe, ruramisai gwanza Rake. 4 Johani wouya, achibabatidza mubomo achidanidzira rubabatidzo rekuzwindeba kwidzitadzo. 5 Guta rose rejudhea newagari wose wejerusarema waiuya kwaari. Wose wakababatidzwa naye murwenzi reJorodani waireurora zwitadzo zwawo. 6 Johani wakapfeka basha dzemabvere ekamera, anga anebande reganda muchiuno make wairya magwiza uchi wemusango. 7 Iye aidanidzira achiti, ''munhu arikutewera masure mangu ane simba kupfura ragu, andina kufanira kukotama kukusunugura shagu dzake. 8 Ini ndinobabatidza nobvura, asi iye achakubabatidzai no Mweya mutsene'' 9 Zwakaitika mazua ayo, Jesu akauya nekunazareta kwe garerea, akababatidzwa na Johani murwinzi rejorodani. 10 Jesu achimbuda mubvura,iye akaona ndega richivurika mweya mutsene wakadzika kwaari kugue njiwa. 11 izwi rakambuda kundega : '' uwo ndeye mwana wandinoda. Ndinerudo naye.'' 12 Ipapo mweya wakamutora ndokumoendesa kubomo. akawa kubomo 13 mazua makumi mana, akaedzwa na Satani. Iye anga arinemuka dzesango, newatumwa waimuchadira. 14 Johani wakasugwa,Jesu akaswika mugarerea, waindanizira vagere yaMwari, 15 achiti: ''nguva yodzadziswa,umambo waMwari wakuswika. swindepei mutende kuvageri''. 16 aifamba pedyo negugwa regarerea,akatarira Simoni na Andrea hama ya Simoni, wakakanda mabhure mugugwa,nokuti wangari waedzi. 17 Jesu akawati: ''uyai mwandiri ndikuitei waedzi wewanhu''. 18 Ipapo vasiya mabhure wakamutewera. 19 Jesu, wakafambia zwichoma, akaona jakobo, mwana we zhebedeu,uye Johani hama yake; wanga wari muchekepe wachigadzira mabure. 20 ipapo akawadana,wakasiya baba wawo,zhebedeu, newachadi muchekepe wakamusiya. 21 wakapinda mucapernaume,musuwe sabhataJesu wakapinda musinagogue akatanga kudzidzisa. 22 wakachamiswa ne kufundisa kwake, nekuti aifundise se munhu anga anesimba uye kwete sewanyore. 23 Imomo musinagogue, manga mune mumwe murume akanga anemweya wetswina akadanidzira akati; 24 tineiko newe, Jesu wenazareta?wauya kuzotiparadza? tinokusiya kuti urianiko. uri mutswene waMwari!''. 25 Jesu akaraira dimoni racho akati: nyarara buda paari! 26 ipapo mweya wetswena wakawa pasi wakabuda uchindanizira nezwi guru. 27 Wanhu wese wakachamiswa waibvudzana vese; chii ichi? dzidziso itsa nesimba here? iye anoraira mweya yetswina, inomuzua''. 28 Ipapo nau dzake dzakaswika kuzwimbo yese yegarerea. 29 Paaka buda musinagogui, wakaenda kuimba yaSimoni na Andrea,na Jakobo na Johani. 30 mai wemudzimai waSimoni wanga wanga wakawata nekuwadziwa. Ipapo wakaudza Jesu nenyaya yake. 31 iye akauya, akamubuda muoko akamusimudza: worwere wakamusiya, akatanga kumuchadira. 32 wawa mandekwani,kupota kwezuwa,waka muwodzisira wawere wose wamwe wanga wane mweya yetswina. 33 Wagari wose wakaswika pamusuwo. 34 wakapora wese wairwara uye wakadziga mweya wetswina ijinji. aga asigabvumire kuti mweya wetswina itaure, nekuti waimuziya. 35 wakasimuka makuseni, kuchiri kwakaswiba; wakabuda,wakaenda kudzipo yake ipapo akanamata. 36 Simoni wanga wa naye asi waimutswaga. 37 wakamouna wakati: ''taikutsagai''. 38 Iye akati: '' gatiende kuimwe zwimbo, kuguta rire pedyo, kuti ndi dzidzise ikoko. ndidzwo zwandakauya kuzoita'' 39 iye akaenda kugarerea kuse, wachidzidzisa mumasinagogue uye wachidzinga ma dimoni. 40 Mumwe anga anemapere budzi wakauya paari akamutsanagurira akapfugama. iye akati kuna Jesu: kana uchida, munogona kunditchenesa''. 41 akabatwa netsitsi, akatambanudza muoko akamubata, akamuti: ''ini ndinoda kuchena''. 42 Ipapo mapere budzi akamusiya, iye akatchena. 43 Jesu akamuudza uye akati aende, achiti: 44 ''wona, usaudze munhu, asi enda kune mu prisita opa zwipo nekutchena kwako zwamunorairwa na moses,se chipupure zwawo''. 45 Iye akabuda otanga kudanidzira kune wese nau dzakaswika kwese, zwakarepo Jesu anga asingachapinde mumakuguta wose.Iye aigara kudzwimbo zvakawanda, asi nukudaro wajinji waiuya wachibva zwimbo dzakasiana siana.