Chitsauko 1

1 Apa pokuti wajinji wakaendza kuronga pazwimbo zvakaitika kuti zviitiko zvakaitika. 2 se matauriro akaitwa ne waya wanga waripo kubva pakutanga wanga wa wapupuri wazwa uye wari waranda wechoko. 3 Nokudaro zwakawa zwakanaka pandire, aiwogorora nerotsegero kufamba kwe zwinhu zwese izwi kubva pakutanga, kunyora nezira dzakanaka , mukumekedza Teofelo, 4 kuti uziwe matshokwandi kti uziwe zwakawadzika. 5 Pamazuwa a Herode, mambo wejudeya, panga pane mumwe muprisita,aizwi zakaria, wemudzidza ra Abia. Mukadzi wake waiwa wemutauro wa Aroni uye mukadzi uyu waizwi Isabel. 6 Wese wanga wakarorama pamberi paMwari wachifamba mundzira wokusatsiurwa pa mirairo yosene zwinodiwa na Mwari. 7 Asi iwo wanga wasina mwana nokuti Isabel wakanga wasigabereke, wawiri awa wanga wagwegura mazuwa iwawo. 8 zvakaitika ndizvekuti Zakaria wanga ari pamberi pamwari; achitedza zvitendero zvake zvechi prista,mairerano ne guara rake; nokudaro iyena wakasarudzwa; 9 nokuda ko nomujenya, maererano no tsika dzimuprisita, kuti apinde mutembere ya ichi uye apise mudziyo.. 10 Wanhu wose waimonamata kundze pamwepo ne paipiswa mudziyo. 11 nokudaro mutumwa wakauya kwaari, akamira kurodye kwe aritar raibhaka. 12 Ipapo Zakaria pakaona, wakachuchikana uye akawa nokutya. 13 ipapo mutumwa akati: asatya, Zakaria, nokuti munamato wako waswika. mudzimai wako, Isabel, wachabereka mwana zita rake achanzi Johani. 14 Iwe ochawa nomufaro,uye wanhu wajinji wacha chamisika nokuberekwa kwake. 15 Nokuti iye uchawa mukuru mumadziso iche; azomwe waini, kana ndoro renesimaba, uye mudubu ra mai wake, achazadzwa ne mweya mutsene, 16 Uye wajinji wanhu we iziraire ichadzoka kuna iche mwari wawo . 17 iye achaenda pamberi pa iche mumweya ne simba ra Eria, kuti moyo yana baba idzoke kune wana, uye watore waya wasingaterere kuti wafambe maererano no ruziwo rewatsene. uye achaita izwiarure wamwe wanhu wakakadzirera kuna iche''. 18 Zakaria akati kune mutumwa:'' ndikabvuma sei izwi? nokuti ndiri murume akwegura ne mukadzi wako wakura''. Mutumwa akati: '' 19 ini ndiri Gabiel, ndinorarama pamberi pamwari uye ndatumwa kuti ndikuudze zvino zvitsa. 20 uye uchawa uri chimumumu kuswika mazua iwawo, nokuti awotende kuma choko angu, kuti zwichaitika paguva yakanaka.'' 21 ipapo pawakamirira Zakaria,waibvudzana kuti sei iye wakatora nguva refu aremutebere. 22 iye paakabuda iye wanga asingataura nawo, wakaura nawo na maoko. wakazwisisa kuti akawa nechiratidzo kwanga ari. 23 zvakaitika ndizwekuti mazuwa ake ye basa, iye wakadzokera kumba kwake. 24 Papera mazuwa aya, mudzimai wake Isabera wakawa napamwiri akapawiga kwemwedzi dzichanu, aiti: 25 ''izwi ndizwo zwakaitwa na iche pawakanditarera kuti ndipese kunyara kwangu pamberi pewanhu''. 26 Mu mwedzi wechitanatu, mutumwa Gabriere wakatumwa na Mwari muguta reGarerea, kwaize nazareta, 27 kwanga kune imwe madarayanga ine murume aidze Josefa. Josefa anga ari werudzi ra David, zita remadara aidze Maria. 28 mutumwa wakauya kwaari akati: ''kwaziwai, uri mukuru wakafanira! Iche anewe''. 29 Asi iye wakachuchikana ne machoko ayo akazibvuka kti kumureswa kaindi uko. 30 Iye mutumwa akati mwaari: ''Usatya Maria, nokuti wakaropafadzwa na Mwari. 31 uchagamuchira mudhubu mako uye uchabereka mwana. uchamuoa zita rekuti Jesu. 32 Iye uchawa mukuru, achadzi Mwana Wekumusorosoro. Iche uchamupa chigaro chababa wake, Devid. 33 iye achatonga umba wose ya Jakobho kusingapere, umambo wake auzopere zve 34 Mari akati kune mutumwa: '' zvichaitika sei, nokuti ndiri mandara?'' 35 mutumwa akadaira akati: Mweya mustwene uchauya pamusoro pako, simba rekumosoro rechakubata. usaka ari mutsene wauchambereka achadaidzwa Mwana waMwari. 36 Ndokuti Isabel, mudhikanwa wako, akawawo ne mwana akura. iye aitonzhi munhu asigambereke uri pamwedzi wechitatu wepamwire pake. 37 Nokuti apana nzvisingagunekwe na Mwari''. 38 Maria akati: '' aripano muranda washe.kuti izwingazvitike kwandiri maererano te machoko enyu''. Ipapo mutumwa akamusiya. 39 namazuwa aya, Maria akasimuka ndokuenda kugomo, muguta reJudeia. 40 ipapo wakapinda muimba ya Zakaria akamuresa Isaberi. 41 izvi pazvakaitika, achizwa Isaberi na Maria, wana mudhubu make wakatabataba, ipapo Isaber wakawa nemweya mutsene. 42 Iye akachamisika muizwi guru akati: iwe wakaropafadzwa pawakadzi vese, chakaropafadzwa chirimukati medhubu rako. 43 zvingagone sei kuti mai we iche wagu wauye kuzondi chanyira? 44 kubva pandakazwa kumureswa, wana arimudhubu mako akatanga kutamba nemufaro. 45 Wakaropafadzwa kune waya wakatenda nokuti zvichazhadziswa zwino zwose zwakataurwa na iche''. 47 Maria akati: ''mweya wangu unokudza iche, 46 mweya wangu wakafara kuna mawri, muponese. 48 49 Nokuti iye wanditarira yakaona kuzvinimipesa kwagu semuranda. Kubva izwizwi, marudzi wose wachanditi ndakaropafadzwa, Nekuti anesimba akaiti zwino zvikuru pandiri, zita rake rutsene. 50 Ngone dzake dzinoenda marudzi ne marudzikumne wose wanomutya. 51 Iye wakaratidza simba rake remuoko, akasiya waya wanga waizvikudza mupfugwa dzemoyo yawo. 52 Wakaparadza wanhu weumambo wake wakasimudza wanhu wakazvininipesa. 53 Wakapa zvkudye wajinji kune waya waiye ne ndzara uye wakaoneka wapfumi wasina kuwapa chinhu. 54 Wakawabhatsira izirari, muranda wake, mukucherechedza ngone dzake 55 se zvawakataura kumadzibaba wedu mukununura Abraama ne rudzi rake nokusingapere''. 56 Maria wakagara na Isabel kwe mudzi mitatu kubva ipapo akadzokera kumba kwake. 57 payakasvia ngua yekuti Isaberi abhereke mwana wake, iye akabhereka mwana mukomana. 58 Wagarisane wake ne wamwe wake kuti iche wawedzera ngoni kwaarikuti afare naye. 59 Nokudaro, zvakaitika, nezuwa rechi sere, iyo wakauya kuzomuchecheudza. iyo waindha kumodhaidza Zakaria, zita rababa wake. 60 asi mai wake wakauya nechoko wakati:''kwente iye achadze Johani''. 61 iwo wakati kwaari: '' akuna munhu pakati penyu ano daidzwa ne zita iroro''. 62 Iwo wakawodza baba wake kuti waone zita rawaidha kuti wadhaidze naro. 63 Baba wake wakakupira rimwe bhuranga wakanyora zita: ''Zita rake anhudze Johani''. wese wakachamisika ne izwi. 65 Ipapo murumu wake wakavurika, rorime rwake rwakabhuda, akatanga kuataura, wakarumbidza Mwari. 64 Nokudaro pakauya kutya kune wese wagari wepadhuze, zvese zvakaparadzwa muguta rose reJudeia. 66 Wose pawakazviswa izwi, wachamiswa mumoyo dzawo, waiti: ''wachazouye ko mwana uyo?''. nokuti muoko washe uri paari. 67 Baba wake, Zakaria, wanga wazara nemweya mutsene uye akaporofita, achiti: 68 Ngarubhidzwe Iche, Mwari waizirari, nokuti akawa chanyira akaponesa wanhu wake. 69 Iye akasimudza kwatiri imwe nyanga yeroponeso muimba ya David, muranda wangu, 70 sezvawakawimbisa kare kare, kuwaporofita watsene wake. 71 Iye uchauya neroponeso kwatiri wawengui wedu na muoko we wese wanoti wenga. 72 Iye akaita izwi kuti aratidze ngone dzake kunomadzibaba wedu uye kurangarira kwe chiwimbiso chitsa. 73 chitenderano iche chakaita na Abraama, baba wedu, 74 kuti watidzikenure mumaoko yewawengui wedu kuti timushandire tisikatya, 75 pautsene nekururarama, paari pamazuwa yedu. 76 Eye, newe, uchanzi muporofita wekumosoro, nokuti iwe uchaenda kubere washe, kuti hagadzirire wanhu kuya kwake, 77 uye kuti waziwe roponeso kune wanhu wake muku regererwa zvitadzo zwavo. 79 Izwi zvichaitika nokuda kwe ngone, dza Mwari, pakati pa aurora kumusoro uchauya kwatire, 78 kuti ipenye kune waya wari murima; Iye achaita izwi kuti atifambese mune mwanzi rakanaka''. 80 ipapo mwana wakakura akasimba mumweya. akararama mubomo,zvika akauya pachena wanhu waizirairi.