Chitsauko 6

1 Nezuwa Iro, wadzidzi waiwedzerwa, mageriki waingunu'nira wajuda, chirikadzi dzaichorwa nekupa kwawaita chikafu. 2 Uye wanegumi wakadana wadzidzi wajinji wakati: Azvina kuna kuti tisiye shoko raMwari tiende patafura. 3 Naizwozwo hama dzagai wanhu wanokwana nomwe, wanekupopora kwakanaka, wakazadzwa neMweya Mutswene ne ziwo, tiwape basa iri. 4 Isu, tinoramba tiripaminamato nebasa reshoko. 5 Shoko iri rakafadza wanhu wese wakasarudza, Sitefani, murume akanga anekutenda kwakakura neMweya Mutswene, na Firipe, Pirokorosa, Nikano, Timoni, Pamenasi, naNikorasiaibva kuwaAndioki. 6 akanga akatedeuka pamberi pewapstora; iwo wainamata, wakaisa mawoko pamusoro pawo. 7 Shoko raMwari raikura uye wadzidzi waiwedzera wajinji wekuJerusarema; wajinji waprisita wachegetedza kutenda. 8 Zvino Sitefani, akazadzwa nekutenda nesimba, aita munana nezviratizdo kune wanhu. 9 Zvino amwe akasimuka musinagoge, ainzi sinagoge rewakasunugurwa, cirineu, naArikisandria, wakanga wariweku Cirici ne wekuEzhia, wainetsana nekuda kwa Sitefani. 10 Iwo wakangawasinga kwanisane naye nekuti iye akanga aneruziwo ne Mweya waitaura maari. 11 Ipapo akakurudzira amwe arume, kuti watii: Isu tanzwa imwe uchituka mozisi na Mwari. 12 Uye akamutsa moyo yawanhu nawakuru newanodzidzisa murairo; wakauya kuna Sitefani, wakamutora wakaenda naye kudare. 13 Wakapa zvapupu zvenhema, zvaiti: Murume uwo amire kutuka nekutaura mashoko pamusoro pezvimbo tswene nemutemo. 14 Nekuti isu tanzwa achiti Jesu weNazareta achaparadza tsvimbo iyi, uye wachachija zvatakapiwa na mozisi. 15 Zvino wese wakanga wakagara mudare, wakatzwisisa, wakawona chiso chake chaita sechegirosi.