Chitsauko 4

1 Uye iye paakanga arimunewanhu, wakauya kwaari maprisita, newakuru wetembere, newasaduse, 2 wese wakashungurudzika nemadzidzisiro aita wanhu, uye wakadanira nezita raJesu kumuswa kwewakafa. 3 Uye wakaisa mawoko pamusoro pake, uye wakamuisa mutorongo kusvikira zuwa ramagwana, zvino nguwa dzakanga dzaenda. 4 Uye wajinji wakaswa shoko, wakatenda; waisvika zviuro zvichano pauwandu. 5 Fume mangwana, wabati, wakuru newadzidzisi, newanoraira wakasagana mujerusarema; 6 Anasi muprisita mukuru aiwepo, uye Kayafasi, na Johani na Arekesanda, newakuru wese wemaprisita waiwepo. 7 Uye wakawaisa pakati, wakabvudza: nesimba ripiko kana kuti nezita ripiko yaita kuti muite izvi? 8 Nokudaro Petro akazadza neMweya Mutswene, akawati: Imi wabati waIsraeri, 9 newakuru wewanhu, Kana nhasi tichibvudzwa kana tikaita pabasa rakanana kuchitonora, wakaporeswa naye; 10 kana muchisikanwa imi mose, newanhu wese waIsraeri, Nezita raJesu Kristu, wenazareta, uya wamaka kumerera, uya akamuswa na Mwari kubva kuwafi, nekuti uwo ndiye murume aripakati pedu. 11 Iyi ndiwo ibwe ramakachora pakati penyu, wanosimbisa; wakazowa musoro wekona. 12 Uye akusisina rimwe ruponesu; akuna rimwe zita pasi pedenga, kana kupowa wanhu, yatinogona kuponeswa naye. 13 Uye iwo, wachiona kusatya kwaPetro, na Johani; wachiziwa kuti wakanga wasina kudzidza, wakachamiswa; iwo wakasviziya kuti wakanga arinaJesu. 14 Uye wakanga wanaye murume akanga aporeswa, akanga asina chikutauya pamusoro pake. 15 Uye wachiwabvisa pakati pewotonge, wainetsa pachawo, 16 Wachiti: Tinoiteiko newarume awa? Nekuti panechiratidzo chawaita kwawari, wabatwa wese wagare weJerusarema, uye atikwanise kuzviramba. 17 Asi kuti nyaya iyi isasvike kure kune wanhu wakawada gatiwatiyitidzire kwaari, kuti wasadze munhu pamusoro pezita iri. 18 Uye akawadana, akawati kuti wasataure kana kudzidzisa zita raJesu. 19 Asi, Petro akapidura, ma Johani, wakati: Tongai kana zvakatendeka pambere paMwari kana muchinzwa kupfura Mwari; 20 Nekuti isu atimire kutaura zvatakaona kana kuti zvatakazwa. 21 Asi iwo, wakawa rambidza zvekare, apana chawakawona kuti wawarange, uye wakawasiya wachienda nekuda kwewanhu; wese waikudza mwari nezvakanga zvaitika. 22 Nekuti wakanga wari warume wakumi mana yewakaporeswa. 23 Uye iwo, pawakasiwa, wakauya wamwe wawo, wakawaudza zvese zvakanga zvataurwa newabati newakuru nemaprisita. 24 Iwo pawakanzwa izvi, wakasimuka wachiwirirana neinzwi raMwari, uye wakati: Imi muriMwari akasika denga nenyika, negungwa, nezvino zvese zvirihairi; 25 nekuda kweMweya Mutswene nemuromo wababa wedu Dhavhidhi muranda wenyu makati: ko seiko wahedeni wanotsamwa, uye wanhu nguwa yawo inopera pazvino zvisina nebasa? 26 Madzimabo yenyika wakasimuka, wakuru wakabatana panyaya yaIshe, nekuda kwemuzodziwa. 27 Nekuti wechokwandi wanomukira Mwakomana wake mutswene Jesu, uya wamakazodza, wakabatana, Herodi na Poncio Pirato, newahedeni newana waIsraeri. 28 Kuti waite zvese zvakatwa na mawoko nekupanguira kubva zvese zvakataurwa zvisati zvaitika. 29 Uye zvino, Ishe anotarira kutyisidzira kwawo, wanobatsira waranda wenyu, wachataura shoko renyu nekusatya; 30 Achiiisa muwoko ake kuti aporese, kuti paitike munana nezviratidzo nezita reMutswene manakomana wa Jesu. 31 Uye apedza kunamata, akaenda kutsvimbo yawakanga warivese, uye wese wakabatwa neMweya Mutswene, uye waitaura shoko raMwari newochinge. 32 Uye wajinji waitenda, wakanga wari wemunamato umwe ne mweya umwe; apana aitaura nezveupenyu wake kana pfuma yake, asi wese waigowana. 33 Uye nesimba guru wapostora waipupura nekumuswa kwaJesu Kristu; uye wese wakanga wakazadzwa nenyasha. 34 Nekuti pakanga pasin aitabudzika pakati pawo; nekuti wese wakanga wanezvino kana nyika, umba, waitegesa, wauya nayo mare yawategesa, uye waisa mumakombo wewapostora. 35 Uye waigorirana napakati pane zvinhu zvose. 36 Uye Josefa, aidainzwa nawapostora zita rekuti Bhanabhasi( tichizvidudzira zvairewa kuti mwanakomana weKukudzira), akanga arimuyembi, wekuChifra, 37 Iye akanga anemunda wake, akautegesa akaudza mare, pamakombo yewaposra.