Kunza 7

1 Masure kwazvoizvo, ndidaona watumwa wanai wadaimira pakona padzico, wadabata mbepo padzico cuti vadziwise mbepo cana zvayo ichivhuvhuta pazdico coda padzaulu pathawala lamadzi cada pamuti upi zvawo. 2 Napenepo ndidaona mubodzi mutumwa achibuda cumabudira dzuwa ana chisimbiso napfala liculu cuwatumwa wanai wakada piwa nsimba lacuti watadzire Dzico namuthawala la madzi achiti: 3 " Musatadzira Dzico cana pathawala lamadzi cana muti cuzvikira taiga chisimbiso pakhuma wawatendi wa Mulungu". 4 Inepano ndidavha cuwanda kwawo. Cuti iyo wadaikiwa chisimbiso: Cuti wakali buru namakumi namanai, namanai cubuda cumadzidza wense avaishaeri, 5 namai cubuda cudzidza wa Judha, zvunu khumi nazvimiri wadaikewa chisimbiso. Cubuda cudzidza la Rubheni, zvuru khumi nazviwiri cubuda cudzidza Gadhi, ehuru khumi nazviwiri. 6 Cubuda cudzidzarwa Asheri, ehuru gumi nazviwiri, cubuda cubudacudzidza cubuda cudzidza la Manase, churu gumi nazviri; 7 Cubuda cudzidza la Simione, churu gumi nazviwiri cubuda cudzidza la Levhi, churu gumi nazviwiri cubuda cudzidza la Isakari, churu gumi nazviwiri, 8 cubuda cudzidza la Zebhuruni, churu gumi nazviwiri cubuda cudzidza la Bhenjamini, churu gumi nazviwiri. 9 Masure kwazvoizvo ndidaninguisa futi ndidarna napenepo cumberi kwangu vazhinje zhinje waka kwanisica lini cuwerengwa wakabuda cumitundu wense, na cumadzidza wense, navanhu wamitauro wense, wadamira cumberi na chigaro chau Changamire na cumbiripa gwayana. Wakada pfeca nguo zichena futi wadabata matawi na michindwe mumadjadja awo. 10 Futi wadaidza na pfala liculu watchiti luponeso kwa Mulungu wathu, futi anagala pachigaro chau Changamire, futi na gwayana. 11 Wense watumwa wakada mira wadazungulira chigaro cha Changamire futi wadazungulira pansi namatso awo cumberi pachigaro chau Changamire wadanamata Mulungu. Wachiti 12 "Ameni, watchinamata na nsimba nauchemgeri nacu namata macacuza nau Changamire nansimba ngazvigare muna Mulungu wathu nacusingaperi peri Ameni" 13 Penepo mubodzi muculu adandivhundza adati awa wacapfeca nguo zacuchena, mbani cani, futi wada budacupi? 14 Inepano ndidapindula ndichiti: Changamire, imwe munachiwa pacubonera cuculu; wadasuca nguo zawo futi wadazichenesa muchilopa la gwayana. 15 Nazvoizvo wari pamberi pachigalo cha Mulungu futi wana munamata masicati nausico munyumba ya Mulungu wache futi iwe anagala pachigaro chau Changamire wachatamba muza tenda lache, padzaulu pache. 16 Hadzacali na nzala khabe, wanzapisviwi na zuva podi pacupiswiwa upi zvaco. Nadyalo gwayana ili pacati pachigalo chau Chanhamire wachaita mufundzisi wawo; wachatungamirira cumichera wamadzi wanu. 17 Futi Mulungu wachapucusa misozi wense pakhope wawo.