Kunza 6

1 Ndidalinguisa wayana pakapfungura chibodzi chizvi simbiso zvenomwe, nacutdyalo ndidareha chibodzi chezvisikwa zvacupenha zvinai zvichiti napfala likatinhura ninga mutinhiro: "Uya!" 2 Ndidaninguisa, futi penepo pamberi pangu ndidaona bhiza wacuchena, na thanga lache la bhiza likadaoma na pakana uta, Naive napasiwa ngata. Futi adabuda ninga mubodzi wacucnda. 3 Apo gwayana lidati lavula chisimbiso chachipiri, ndidareha chifuyo chachipiri chidati, "Uwa!" 4 Napenepo ibodzi bhiza idabuda, wacuchawa chaiyo. Mutambi wache adapiwa nsimba lacubudisa zwimbo padzico nacuita cuti wanhu walayane munondo wucuru adapiwa cunaiwe. 5 Napenepo gwayana lidati larehula chisimbiso chachitatu, ndidareha chipfuyo chachitato chichiti, uya" ndidaniguisa, futi pamberi pangupenepo pakana pana bhiza izvipa! mutazvi wache akada bata zviyero zviwiri mumadza mwache. 6 Napenepo ndidareha culira cukaita pfala pacatinpazvisikwa zvacupenya zvinai "zvichiti" chiyero chegorosi ndiyo mubayiro wabasa nansicu ibodzi basi, futi zviero zvitatu zvebhzri ndiwo mubairo wabasa lansicu ibodzi basi, futi musa canganise mafuta newaini". 7 Napenepo gwayana lidati lsvuls chisimbiso chachinai, ndidavha pfala lachipfuyo chacupenha chachinai richiti, " Uya". 8 Ndidaninguisa, futi napenepo pamberi pangu pakana bhiza ikada zungunuca mutasvi wache akavi rufu, futi hadhesi likamu richimutewera ili panduzi mumazule mwache. Akada nadenda, uwe nezvibara zvadzico piwa nsimba padzaulu pachikamu chachinai chapadzico. Cuti wauraye nomunondo, nanzara nadenda uwe nezvigara zvadzico. 9 Napenepo acati apfungula chisimbiso chachishano, ndidaona pansi pearitari mweya yaawo ukada waurayiwa nacuda kwa shoko la Mulungu futi nacuda kwacupupula kwakadaita. 10 Iwo wadadridza napfala liculu wachiti, Changamire tenzi, mutswene wachadicodi, muchalequera cutonga wanagara dzico nacutsiwa chiropa chanu cuzvikira lini? 11 Napenepo, mubodzi namubodzi wawo acapiwa nguo zacuchena, apo adavundza cuti wamirore pangani idocodoco, cuzvikira cuwanda, kwawanango wanamati wabodzi wene nawa nawabale wawo awo wakadiwa cuti waulayiwa ninga wiyo. 12 Ndidaninguisa pakavulaiwe chisimbiso chechitanhutu. Pasaita Cutekenheca kwadzico cucuru. Nzuwa ridazvipa richita ninga nguo dzamasaga zidaitiwa namaucuse ambuzi, mwezi wense tsanduca ucatsvuca ninga chiropa. 13 Futi nhenhezi dzacudzaulu dzidagwira pansi samaonde ha shure azuka cubva muonuonde paunonga wazungunuswa nanhepo ina nsimba. 14 Mudzaulu lidabuda ninga buku lacupetiwa, futi maphiri wense nazvacuzuguiwa zvidabudisiwa pambuto wawo. 15 Napenepo wamamba wadzico, waculu, vatungamiriri, vapfumi, wana nsimba, wanamata wense futi navanhu vakasununguca vadawanda mumapaco napacati pamauwe vamaphiri. 16 Ndadaidzai cumaphiri na cumauwe wacati, wingwani padzaulo pathu futi mutipe cubuda pamaso chaiwo anagaha pachigaro chaulhangamue napahashadza gwayana! 17 Nadyano dzico wicuru wahasha dzawo wazvica, futi mbani anagwanisa cuimilira.