Chitsauko 3

1 Atikwerete chinhu, tinokumbira kwatiri, kuti shoko raIshe rirambe richiparidswa, zwichakudwa, kunge pakati pedu; 2 kuti tisunuguke kumurume anoita zwisina kururama, nekuti kutenda akuse kwewese. 3 Asi akatendeka ndiIshe, anokusimbisaiuye achekuchegetedzai kune wakaipa. 4 tinowimbai na Ishe kenge imi, imi rambai muchiitai zwatinokuudzai. 5 Uye Ishe gawatugamirire moyo dzenyu kuti rudo rwaMwari ne tsitsi dzaKristu. 6 Isu tinokutumai, hama, ne zita raIshe Jesu Kristu, fambai kure kuti hama dziya dzinofamba zvisina kurogeka, kwete zwamakadzidziswa nesu. 7 Nekuti imi ndimi munofanira kuziwa kuti munotitedzera sei; nekuti isu atiite zwisina kurogeka kwamuri; 8 atidye nyasha chegwa chani nani zvake, asi ne kushanda nekuneta tinoshanda mausiku ne gwaidza, kuti tisaneswa ne umwe yenyu. 9 Kwete kuti takanga tisina simba rekuita izvi, asi kuti isu tunipa mifananidzo kwamuri, kuti mutitedzere. 10 Nekuti kana tinemi, izvi zwakutumai: kana munhu asingande kushanda, adye ba. 11 Nekuti takaswa kuti amwe enyuwarifumba zwisina kurogeka, awashande asi wanopida pabasa reamwe. 12 Asi tinowatuma nekuwatsura, Na Ishe wedu Jesu Kristu, kuti washande wasingatinetse, kuti warye chigwa chaiwo. 13 Nemi hama, musaneta kuita zwakanaka. 14 Asi munhu akasaterera shoko redu repatsamba, ngabunde, musasanganiswa naye, kuti iye anyare; 15 musamuita semuwengi, asi mutsurei se hama. 16 Uye pamwechete IShe werugare gakupei rugare pese pamunege muri, Ishe gawe nemi mose. 17 Kukumuresai nemowoko wangu, Pauro uye kunyora kwangu pamatsamba yese; ndinokunyorerai. 18 Nyasha dzaIshe Jesu Kristu wedu gadziwe nemi Amem.