Chitsauko 2

1 onai hama dzangu, tinokuchechedzai nekuda kwekudzoka kwaIshe Jesu Kristu, kuti tiuugane naye, 2 murege kuvhuduswa pakufunga kwenyu, uye murege musavhudhuka kunyagwe kwemweya mutswene, kunyagwe kwemashoko, kunyagwe kwetsamba yakanyorwa nesu, kunge zuwa raKristu rapaduze. 3 musanyengedzai; aiuye zuwa iro risati rauya nomunhu wezviwi, mwanakomana wakarasika. 4 Anosviisa pamusoro pechinhu chinodzi Mwari, kune zwese zvinonamatwa; iye anogara machigaro chaMwari, achizviita kunge Mwari. 5 Amuchazviziwe padanga ndinemi, dakakubvudzai zwino izvi? 6 Zwino makuziwa chi chinokumisai, kuti nguwa yake azwiratidzire. 7 Nekuti wabati wezwakaipa wakushanda; asi zwino aripo anowamisa, kuswikira abviswa pakati. 8 Zwakasarurama zwicharatidzwa, nekuti Ishe achawaparadza, nekufuridza kwemuromo wavo, uye achamubvisa nekuya kwake; 9 Uyo akasarurama kuya kwake kuti Satani arikushanda sei, nesimba rise, nezwiratidzo, nemunana wenema. 10 Uye nekunyengedza kwese newakasarurama; nekuti rudo rwechokwandi ariuye kuti waponeswe. 11 Uye Mwari achamutumirakuitwa kwezwakaipa, kuti watende munezwenema. 12 Kuti watogwe wese wasina kutenda kuchomwandi, asi aita zwakaipa,. 13 Asi tinofanira kupa nyasha kuna Mwari nekuda kwenyu, hama, tinodiwa naIshe, nekuti Mwari akakutsarai kubva pakunga kweruponeso, nokururamiswa ne Mweya, nekutenda nechokwandi; 14 nekuti Iye akakutadai nekuda kweshoko, kuti muwane kubwenya kwaIshe wedu Jesu Kristu. 15 Naizwozwo, hama, garai makachinga chengetai zwatakakudzidzisai, ari mashoko kana tsamba. 16 Iye chaiye, Ishe wedu Jesu Kristu, Mwari wedu na Baba, akatnda akatinzurwa nyasha uye akatipa runyararo rusinga pere ne tariro; 17 Iye anoranyaradza moyo dzedu, uye anotisimbisa nemashoko nema basa akanaka.