Chitsauko 1

1 Pauro, Sivano, na Timote, kukereke yewatesaronika, kuna Mwari Baba wedu, uye Ishe Jesu Kristu. 2 Kwamuri gakuwe ne nyasha ne rugare kuna Baba wedu, Ishe Jesu Kristu. 3 Isu mazuwa ose tinofanira kupa Mwari Nyasha nekuda kwenyu, hama, se zwechokwadi, nekuti kutenda kwenyu kurikukura zvakanyanya, rudo rwenyu umwe na umwe urikukura zvakanyanya; 4 Isu tinokudza imi mukereke yaMwari, nekuda kwetsitsi dzenyu ne kutenda, nekuterwa kwenyu nekutambudzwa asi munoramba makachinga; 5 kuti kuedzwa kuripachena kururama kutonga kwaMwari, Kuti unzi wakakodzera muUmambo waMwari, yamunotambudzikawo; 6 Nekuti akarurama ndiMwari anobadara kutambudzika kunowonekwa; 7 Uye kunemi munobaiwa, nyaradzani nesu, Kana Ishe Jesu akauya kudenga newatumwa wake ne simba, 8 nemuto, Achitera waya wasinga ziwe Mwari, kune waya wasingaterere shoko raIshe Jesu Kristu wedu, 9 Uye wachapowa mutongo unorwadza uye usigapere, kure nemeso waIshe, nekubwenya kwesimba rake; 10 Iye paachauya kutiabwenyiswe newatswene wake, nezuwa iro wachashamisika wese wanotenda (Nekuti kupupura kwedu kwakatedwa). 11 Isu tinokumbirira imi mazuwa ose, kuti Mwari wedu akuitei makakudzerwa kudanwa, kuti tiite basa rese rekutenda nesimba. 12 Kuti zita Jesu Kristu Ishe wedu ngawakudzwe pamusoro penyu, imiwo naye , Nyasha dzaMwari wedu, na Jesu Kristu Ishe wedu.