Matewu 9

1 Iye adhopinda mumwadhia, adhoenda mhiri inango, idhouya nhungwe yatche wesse. Adhomuwissira tchirema, 2 tchikadhogona moada unango. Padhoona Djesu kutenda kwatche, adhoti kuna tchirema; ulimuche, mwana; zvakuipa zvako zvalekelereya. 3 Adho, ita dhenzi vanhakunembera vale adho sara nachakumoyo kuti vanyu vo anhoze mulungu 4 tsono ndipo djesu vadhoziak kuti vzovzi vadho sogarai ei mais ndidholewa,. 5 muvauzwe vzakuponha vzao vzalekweleva``muuvze sumuka famba 6 unamate tsukuvzece ukhazivakuti mhana va waxinyulume anate mutemo wakulekwelera vzitazo{ie,adholeva patome} sumukaulewe chakwadhi chako ienda kumucha kwako 7 Wakamuka andoenda kumusha kwatche 8 Wanhu vazhinji wakati wachizvivona wakadabwa vakakudza ndedza vakapereka nmazvu radepoyo 9 jeso vadoti atchibuda adovona munhu wainzi mateo agere panotereswa akuti kwaiye nditevere ipopo adomuka vadomutevere 10 Pano wadoti agere pakudja mumba vona vateresi vazhinji navakaipa vadovuya vadogara pakudya na jeso navakupfunzira vatche 11 pano vafarise vatchivona vakati vakupfunza vatche mupfunzisi wenyu unodyireiko navateresi navakuponha 12 jeso vadozvidzva adoti ure anavutano vabwino havafanire mediko ndipo ure varikuvara diye vanoda mediko 13 ndipo endai mupfunzise kuti zviborevei kuti ndiboda tsinsi nibondarini chibayiro pakuti ndilibe kuvuya kudzodaidza vakanaka asi vakaipa kuti vatendevuke 14 tsono vapfunzi vajohane vadovuya kwagere adoti isu navafarissi thagwerei isipano titchizvinhima zvakudja kawiri kawiri asi vapfunzi wenyu havazvinhime 15 jeso vadoti kwaiyo chamwari dzetchivure dzingarire tini tchivure tchigere navo asi tsiku itchaswika vatchambiritsiriwa tchivure adoti kwagere tsiku iyo vatchazvinhima zvekudja 16 kulimbe munhu anoikha tchigamba tchinhowani pa nbiza ridossakala tchinokeruka nbiza ukurwanzira 17 Napodi kuyikha vinhu hinhowani muhombondo hidala htangue kuti hombodo dzigapaluka waini ikatevuka nehombodo dzikafavo asi vambodira waini hinhuwani zviviri zvose zvichengeteke 18 vakati achivavudza izvozvo munango mubati akasvikapo akamunamata akati mukunda vangu wafa apozvino asi vuyai muikhe djadja renhu passoro pake ararame 19 ipopo jeso akamuka akamutevera navapfunzi vatche 20 Pano munango nkadzi vakhavarra kwakubura gazi magore anegumi namaviri wakavuya kusure kwatche akabata mupendero wanguvo yatche 21 Pakuti wakati mumoyo mwatche kana ndikadobata biza ratche basi ndichaporeseva 22 Asi jeso vakazungunuka akamuyona akati mukunda tsunga moyo kutenda kwako vakuporesa kubva patsiku iyo 23 Pano jeso wakasvika mumba vapfunzi vakavona anikatchiro venyere navanhu azjinji vatchiita mhere mhere 24 Akati kwaiyo ibvai pakuti tsikana alibe kupfa asi uvete vakamuseka 25 Asi vanhu azinji akati vabvitsiwa akapinda akabata njanja ratche tsikana adomuka 26 Mukurunbira wazvo akabundira kudziko iyo yose 27 Pano jeso akati achibvapo mapofu maviri akamutevera akandanidzira achiti mwanamunhurume wa davide tinvirei tsisi 28 Akati vapinda munmba mapofu akavuya kwaiyo jeso vakati kwaiyo munotenda kuti ndikwanisa kuita izvozvo nayi akati kwaiyo hongu mambo 29 Zvino akabata meso vavo akati muitiriwe pamakadaidza napo 30 Meso vavo akasvinudwa jeso vakavatumizira zvikuru akati chenjerai kuti zvireke kuziwiva ne munhu 31 Asi akabuda vakanhaira pasoro patche padziko iyo rose 32 Akati atchibura hona akavuva kwaiyo na munhu akhari mbeveve akhava na dzimu vakuipa 33 Mweya vakuipa akuti vabvitsiva mbeveve akanhaira vanhu vazinji akadabuwa akati kuribe kubovoneva modavovu pakati pava isiraeri 34 Asi vafarisi akati unobvisa zimu vadoipa nomukuru wa dzimu vadoipa 35 Pano jeso vakapota namaguta vese namusha atchipfunzisa mumasinagogui vayo atchiparidza evangeri vamambo nakuporesa kuhwara kwese na kutchisa hwese kwavanhu 36 Asi vadoti achivona vanhu azinji akavabvira tsisi nakuti akhari vakuneta vakabararika ninga mabira varibe makabusa 37 Pano akuti kunavapfudzisi vatche tchaizvo izvo kutcheka kukuru asi apfunzi bashoma 38 Naipopo kumbirai kuna mambo vakutcheka kuti atuminze vapfunzi pakutcheka kwatche