Matewo 18 19

1 Djesu adhoti atchipedza mafala yoyo, adhobhilika Garirea, adhoyenda dziko ye Djudea kumhiri kwa Djordani. 2 Wanhu azinji adhomutera adhoporesewa po. 3 Vafarise adhouya kwakhaguere, adhomudza adhoti, tsono munhu abvidziwa kutaiya kadzi watche akaphonya tchi. 4 Adhodhaira adhoti,muribhe kuraidza,kani ule adhosvika pakuiyamba , adhoita murume na mukadzi 5 Adhoti, nakudha kwazvozvi murume adhosiya ababa vatche namai vatche adhonamatira mukadzi watche, vova atchagara nyama ibhodzi. 6 Nazvozvo hatchasi aviri ,asi nyama ibhodzi,tsono Dhedza padhodzangnisa munhu mbaleke kuzvipambula.