chitsauko 9

1 Jesu akati kwawari akati; Chokwadi ndinokutaurirai, wamwe venyu varipano awasofi asina kuona rufu achaona umambo waMwari uchiuya une simba''. 2 Mazua matanhatu apera, Jesu akatora Petro, na Jakobho, na Johani, wega akaenda kugumo guru. akajinja paberi pawo. 3 Hembe dzake dzakajinja dzikatanga kupenya, ipona zvakachena, akachena zvisati zvamboitika pasi pose. 4 Ipapo Eria na Moses wakauya kwaari wakatanga kutaura na Jesu. 5 petro akadaira akati kuna Jesu;'' Rabi, zvakanaka tigare pano; Zvakanaka kuti tiete matumba matatu, rimwe renyu, rimwe ra Moses, rimwe ra Eria''. 6 (Iye akanga asina zvikutaura, akachamisika). 7 imwene mute rakauya ikawafukedza. I papo pakauya rimwe izuwe; ''iye ndeye mwana wandinoda. naye ndinozwa!''. 8 Ipapo ,pawakatarira chire, awana kumuona nemunhu, iye Jesu. 9 wakadzika mugumo, eye akati kwawari kusatarira munhu zvamaona, kusvikera wmanakomana vemunhu amuka kuwafi. 10 Ewo wakachegetedza nyaya ivo, asi vanetsana wachiti zvenorewe '' kumuka kuwafi''. 11 Ewo wakamubvudza wakati; ''Kuseoko evo wachiti Eria gatange kuuya?' 12 'Jesu akawataurira; ''Elia anotanga kuya kuti agadzirese zvino zvose. Saka neiko zvakanyorwa kuti mwana wemunhu wachatabudzika wachamuchora? 13 Asi inini ndinoti mwamuri kuti Eria wakauya, vakaita zvawaida naye, sezvonorewa shoko nenau yake. 14 pawakadzoka kune wamwe vadzidzi, wakaona kuti munhu vajinji wakawakoberedza, nawanyore wainetsana nevanhu. 15 Wajinji pawakamouna, wakafara, vakaenda kwawari kunowamuresa. 16 Iye akabvu vadzidzi wake; ''Murekunetsana neiko navo?'' 17 Mumwe wewajinji akamudaira ; ''Inini dakakuigerai mwana;eye anemweya unomurabidza kutara. 18 Inomuitisa gwerikwete, unomudhonedza anobuda mafuru mumorumo,nokuruma mazino ake, eye anoruma. Ini ndakubira Wadzidzi wenyu kuti wadzikere, asi iyo awana kukwanesa''. 19 Iye akawadaira; Ndudzi dzisigatende,tichagara tese kusvika reniko? kusvikira reniko ndichikuitirai? Uya naye kwandiri''. 20 Wakamuudzisira mwana. Mweya pawakaona Jesu, wakamuitisa gwirikwite,. Wmana vakadhona pase akatanga kutenderera achipuda mafuru mukanwa. 21 Jesu akabvudza baba wacho ; '' Ane guva yakaita sei achidaro?'' baba wake wakati; ''Kubva achiri kudhoko. 22 Guva jinji zvinomukanda mumoto na kuti mubvura, zvinoda kumuparadza. Kana muchigona kuzvieta,iwai netsisi mundibatsire''. 23 Jesu akati; '''Kana muchikwanisa'zvino zvese zvinoita kune wanotenda''. 24 Ipapo baba wemwana wakadanidzira wakati; ''ini ndinoteda! ndibasirei nekusafanira kwagu!'' 25 Jesu pakaona vanhu vajinji wachiuya kwaga ari, aka raira kune mweya wetsina ikabuda, achiti; ''Mumwe wekusaswa ne wekutaura, inini ndinoti; Ibva paari, usasa pinde paari zvekare. 26 Mwana akakarara zvikabuda maari. Aita kukwe munhu afa, nokuti vajinji vaitaura; ''Iye akafa''. 27 Asi Jesu akamubata namaoko akamusimudza,mwana akasimuka akamira. 28 Jesu paaka pinda mumba,vadzidzi wake wakumubvudza a enga; sei isoso tisigadzigevo?''. 29 Iye akati; ''izvi azvidzigwe pasi munamato''. 30 achibudako akadharika neGarerea, Jesu anga asigande kuti vanhu vasewe kwanga ari, 31 eye aidzidzisa vadzidzi wake achiti; '' MWANAKOMANA WEMUNHU uchaiswa , mumaoko awanhu, wachamuurya. Iye akafa, akapfura mazua matatu achamuka,'' 32 Asi iwo awana kudzwisisa mashoko ake asi vaitya kumubvudza. 33 Wakaenda kuPernaume. Panga arikumba akabvudza vadzidzi wake: Mainetsanereiko mugwanzi?''. 34 asi ivo wakaramba wakanyarara, waibvudzana mugwanzi kuti ndianiko mukuru. 35 Iye akagara akadana wenegumi nawawire akawatii; Kana munhu achida kuya wukutaga,achawa wekuguma''. 36 Iye akabata mwana, akaisa pakati pavo, akavaisa mumuoko hake akawati; 37 ''Aninanani anotabira mwana uyo muzita ragu, uyo ndiye anondigamuchira; munhu akandigamuchira, uyo andikamuchere, asi kune uyo akandituma''. 38 Johani akati; mudzidzise, usu takaona munhu achidziga maDemoni muzita renyu ndakamurambidza, nokuti Iye hafambe nesu''. 39 Asi Jesu akati; ''musamurabidze. Nokuti akuna munhu anoita munana ne zita ragu achipedza utaura zvakachata pamusoro pagu. 40 Ndinoti asiri muwegi wedu, gawe neso. 41 Ani nani anokupai kopu kuti mumwe ngwewa kristu,zvirogwazo ndinoti achaye amurase mubairo. 42 aninaNI anoita kuti mwana mudoko anotenda kwadiri angawe, kumusugira bhundwa rebuwe pamutsipa wake acharaswa mugungwa. 43 Kana muoko waku achiita kuti utadze gura ukandi kunzezwirinani kutiupendi muvopenyu une muoko umwe pane kupida mugeena nemuoko vese,mumoto usigadzime. 44 [Kune honye dzisigafe ,nomota usigadzimizve]. 45 Kana murenge wako unoita kuti utadze, gwura ukande padze,zvirinani kuti upinde muopenyu wakakwara pane kuwa nemurenge wakakwana, Asi okadzwa mumoto usinga dzimi. 46 [kune honye dzigafe , nomotousigadzime]. 47 Kana madziso ako achita kuti utadza ,bvisa.zvirenani kuti upinde mu umambo waMwari usina dziso .Pane kuya nemadziso mawire asi hoeda kumoto usigadzime 48 Kune honye zvisigafe mumuto usigadzime. 49 Mumwe nomumwe ucha wawa kunge moto. 50 Munyu wakanaka, asi kana munyu usingacha wawa,unoita sei kuti itapire zvekare? ne munyu here pamuri raramai murunyararo mumwe namuwe''.