Chitsauko 8

1 Pamazua iwawo, kwanga kune wanhu wajinji, iwo wanga wasina chokurya. Jesu akadana wadzidzi wake akati; 2 ''Ndine tsitsi ne wajinji, nokuti wanga waneni mazua matatu wasina kurya. 3 kana ndikawaendesa kumba kwavo vasina kurya,wachafira mugwanza. wamwe wacho wabuda kure''. 4 Wadzidzi wake wakadaira: Ngepapi kwatinoona chingua chinokwana kuti chifadze vanhu wese waripano?''. 5 Jesu akabvudza akati: mune zwingua zviganiko iwo wakati: ''zwinomwe'' 6 Akawataurira kuti garai pasi. Akatora zwingua zwinomwe akafiropafadza akazvimedura: akapa wadzidzi zwingua kuti ape wanhu. 7 Iwo wakanga wane hove chano, wakadziropafadza, iye akaira wadzidzdi kuti ape kuwanhu. 8 Iwo wakauya uye wakafara, wadzidzi wakatora zwingua zvanga zwasara,zvikazadzwa matengu manomwe zwakazara. 9 Pakanga pane wanhu wanoswika zviuro zvina.akawa eneka. 10 Pakarepo akapinda muchikepe newa dzidzi wakewakaenda kunyika redarmanuta. 11 Wafarese wakaswika wakaita bhopoto naye.Wakakumbira zwiratidzo zwekundenga kuti wamuendze. 12 Akarwadziwa zwikuro akati: ''Ne dzindza iro rinotsanga zwiratidzo? kwokwandi ndinoti kwamuri:akuna chiratidzo chinopuwa dzindzan iro''. 13 Ipapo akawasiya akapinda zve muchekepe akawabuka mhiri. 14 zwakazoitika kuti wadzidziwakanganuwekutora chingua. wanga wane chimwe chingua muchikepe. 15 Jesu ''akawataurira akati kwaari ngwarirai musaite mbiriso yewafarese nembiriso yaHerode''. 16 Wadzidzi wakapopotedzana ega ega: '' ngei tisina chingua''. 17 Jesu achinzua izwi akati ngei muchipopotedzadzana nekuti amuna cingua? moyo henyu yakaoma here? 18 Mune mazdiso asim amuone here? mune nzewe asim amuzwi? amucharangarire hre? 19 Pandaka mhera chingua zvichano pane wanhu zviuru zwichano matengu mangani awakatora zvingua amakazadza?'' wakadaira wachiti: '' gumi nawamire''. 20 Ko pandamedura zvingua zvinomwe zvinz matengu magani amakazadza? '' Iwo wakati: '' manomwe?. 21 Wakawabvudza kuti: amusati mazwisisa?''. 22 Wakati waswika kuBetisaida . wakauya ne bofo pana Jesu wakakumbira zwikurukti amubate. 23 Jesu akamubata na muoko akaenda naye kunze kwemusha, ndokupfira mata muma ziso ake akaisa muoko paari, akamubvunza: ''Unooneiko''. 24 Akasimudza maziso iey akati: '' Ndinoona wanhu wakafanana nemiti wachifamba''. 25 Zwino akamubata zve maziso ake; Iye akataresa achibva poreswa akatanga kuona zwose zvakanana. 26 Jesu akamuendesa kumba;akamutaurera kuti: '' usapinde mumusha''. 27 Ipapo Jesu akaenda ne wadzidzi wake kumusha yekesaria firipe. muguanza, akabvudza ''wadzidzi kuti; wanhu wanoboti ndiri ani?'' 28 Iwo wakapidura:Johani,mubabatidze.Wamwe wanoti: 'Eria',wamwe, wamwe wewaporofita''''. 29 Ipapo akawabvudza kuti: ''Ko imi munondite ani?'' petro akadaira akati: ''ndimi kristu''. 30 Jesu akawatauriri kuti wasaudza munhu nezve ukuro wake. 31 Iye akatanga kuwadzidzisa kuti Mwanakomana we munhu anofanira kumbo tabudzika zvakawanda, worabwa ne wafudise nema prisita achanuka kuwafi pazua rechitatu. 32 Iye akataura izwi pachena. Zwino petro wakamudaidza wari oga wakatabga kumuraira. 33 Asi Jesu akatendendeuka, akataresa wadzidzi wake, akaraira petro, achiti: ibva pamberi pangu Satani! aufungi nzinhu zwa Mwari, asi zwewanhu''. 34 Saka akadaidza wanhu wajinji newadzidzi wake akati: Kana pane anoda kunditera ngazvirambe pachake wotakura muchinjikwa wonditera. 35 Nokuti uya anoda kuponeswa upenyu wake, ucharasikirwa nayo, asi aninani anorasikirwa ne upenyu wake nenyaya yangu, achaponeswa 36 Zwinobatsirei kuwana nyika yese wochaiwa upenyu? 37 Chi chaunopiwa nemhu pakujinjana upenyu wako? 38 Aninani anonyara kwandiri, uye nechoko ragu pa dzindza reupobwe, ne kutadza, Mwanakomana wemunhu achanyarawo nezuwa ranouya no umambo wababa wake newatumwa watswene.