Chitsauko 13

1 Jesu achibuda mutembire, umwe wewadzidzi wake wakati: ''mudzidzese, 2 Jesu akadaira kati honai zviwakwo zvirekuno? apasiwe bue pamusoro peibwe ; Honai zviwako izwi? apasiwe bwe pamusoro peibwe risinga paradze''. 3 Iye, akagara ari pagomo Remiworivi pamucheto peteberi, Petro, Jakobho, na Johani, na Aadre wakamubvudza arioga; 4 ''Riniko zvino izvi zvichaitika? Ndeipi chiratidzo zvinoratidza kuti zvakuda kuitika?''. 5 Jesu akatanga kuti; gwarirai kuti musanyegedzwe. 6 vajinji wachauya ne zita rako vachiti; ndiri kristu', huye wachanyepra wajinji. 7 makazua ne zwehondo nezviitwa zvehondo, musachuchekane; zvino zvinofana kuitika,asi hawasi magumo. 8 Nokuti rudzi richasimukira rudzi, umambo uchasimukira umambo. Kuchawa nekundigenyeka kwenyika, dzara ichavapo. ndokutanga kwemarudzo. 9 Garai makarindira.wachakuisai kuwakuru,macharuwa mumasinagogui.muchawa pakatipewatongi venyika nenyaya yezita ragu,kuti uwe zvapupo zvake. 10 Asi zvinoda kutaga kwaparizwa vageri kumarudzi ose. 11 Wachakusugai okuedesai kuwatogi, asi musapatika kuti muchataura chi. Nekuti paguwa iyoyo, dichakupai zvekutaura;munege amusimi muchataura ,asi imweya mutsene uchataura. 12 Hama uchaisa hama dzavo murufu, hama achasimukira madzibaba wavo,wachaisa kurufu. 13 Imi muchawengwa novose nenyaya yezita ragu,asi uye anochiga kusvikera kumagumo wachaponeswa. 14 Pamuchadzwa chinhu chichakunyagadzai pazhimbo yakanga isifanire(munyori zvanozwisisa),waya varikuJudheya tizai kumagomo, 15 Anege aripamusoro ngasa dzike kumbauye ngasabate chinhu chipizvake, 16 Wanege varikumuda ngawasadzoke kumba kunotora hebhe. 17 Ipapo wanege vane pamwire anenge achiyamwisa mazua awo! 18 Namatai kuti izvi zvisaitika paguva ye muenza. 19 Nokuti kuchawa ne nbabudziko, uru zvisati zvaboitika kubva pakutanga,kubva Mwari paakasika nyika nanasi azvisati zvabuitika. 20 Dai Jesu asi chiguagua chimazua, apana aiponeswa. Asi nenyaya yewakasarudzwa 21 Naizvozvo mumwe akakuudzai: 'ndini kristu ndiripano'' 'kana ariko ikoko iye,' musatenda. 22 nokuti waKristu wenema ne waporofita wenema wachauya wachaita zvichamiso, wachanyegedza vajinji, newakasarudzwa. 23 Rindirai! ndakubvudzai zvese zvisati zvaitika. 24 matabudziko aitika mazua ayo, zuva richadoka,mudzi aubundise chiedza, 25 nyeredzi chichawa kubva kundega, simba rose rorikundega richazudzwa. 26 Ipapo Mwanakumana weMunhu achiuya mukakore nesimba nerukudzo. 27 Achatumira wakumwa wake kuti wavheganidze wakatsarwa muzvimepo zvirogomuna, pamagumo enyika nemagumo ye ndega. 28 Ndaka dzikadzidzatsamba yemuonde. Ipona muti paunotangakupaguidzira machija ayo, zivai kutii yakuguma guva yemoenza. 29 Mukauna zvakuitika, zivai kuti musuo wapedyo. 30 Swirokwadzo ndinoti kwamuri, rudzi iri yaigabupfure zvino izvi zvisati zvaitika. 31 Ndega nenyika zvichapfuta, asi mashoko angu yapfure, 32 asi nenyaya yezuwa iro neguva,apana anoiziva,kana watumwa wekundega, kana, kana Mwanakomana, kunze kwaBaba chete. 33 Rindirai! munamate,nokuti amuzive guva yacho yaichaitika. 34 kunge mumwe murume anoida kuruendo:eye anosiya umba yake newachandi wake vachichegetedza umba, mumwe na muwe ne basa rake,mumwe na mumwe nebasa rake. Eye anoti rindirai garai makamuka. 35 Usaka ndinoti rindirai! nokuti amuziwe kuti muridze we umba uchadzokera reni, kana kuti masikati,, kana kuti maneru, kana Djogwe rikarira,kana kuti makuseni. 36 kana Iye akaguma asina kusiwesa,kuti eye asakusvikere wakarara. 37 Zvandinokuudzai, ndinote kuvose :rindirai''.