Chitsauko 12

1 Ipapo Jesu wakatanga kuwadzidzisa nemufananidzo achiti: ''Umwe murimi akasima munda wemuzambiringa, akawakira, akachera tsime kuti adirire miti ye muzambimbiringa, aklawaka dara. Akasiya warimi ndokufamba rwendo. 2 Nenguwa yakafanira yekukowa, iye akatumira washandi wake kuwarime kuti watambire zvibereko zve muzambiringa. 3 Asi awo warime akabata mushandi womuponda, ndokumudzokesa asina chiro. 4 Akatumirazve mumwe mushandi kwaari, wakamukuwadza mu musoro ndokumuninipisa. 5 Iye akatumirazve umwe, ndokumuraya. Iwo wakaitira wose washandi zvimwezvo, wechikuwadza wamwe, wachiuraya wamweni. 6 Kwaisara umwe, ari mwanawake anodikana, wekupedzesera wakatumira kwaari. Iye akati: 'Iwo wachamuremekedza mwana wangu'. 7 Asi warimi wakataurirana: 'Uyu ndie mugari wenaka, ngatimuuraye kuti naka iwe yedu'. 8 Iwo akamubata, wakamuraya womurasira kunze kwe waya ye muzambiringa. 9 Zvino, achadiniko warimi wemuzambiringa? Iye achauya kuparadza warime ndokupa waini wamwe wanhu. 10 Ko amuna kuwerenga makwaro aya? 'Dombo rakaraswa newawaki ndiro rakazowa musoro wekona. 11 Izwi zvinobva kuna Ishe, zvinoshamisa pameso pedo''. 12 Iwo wakatswakazano wasunge Jesu asi waitya wanhu wajinji nekuti wakauudza izvo nefufananidzo. Izvozvo akamusiya ndokwenda. 13 Zvino wakatumira wamwe wafarisi nawaherodi kuti wamubate pakutaura kwemashoko. 14 Pawakaswika wakati: '' Mudzidzisi, tinoziya kuti ndimi wechokwadi, amutarisiri kutaura kwewamwe nokuti amutongi zvinowonekwa ne wanhu. Muchokwadi munodzidzisa nzira ya Mwari. Zvinotenderwa kubhadhara michero kuna Cezar kana kwete?''. 15 Asi Jesu aiziwa kusarurama kwao akati kwaari: ''Ngei muchindiedza?'' Wuyai ne mari kwandiri ndiwone''. 16 Iwo wakawuya nayo imwe. Ipapo Jesu wakawabvunza: ''Mufananiso uyu ndewani?'' 17 Iwo wakapindura wechiti: ''Kesari''. Jesu akati: ''Ipai kuna Kesari zva Kesari, kuna Mwari zva Mwari''. Wakashamisika Naye. 18 Zvino wasaduse waiti akuna kumuka, wakawuya Kwaari wakamuvundzisa wechiti: 19 ''Mudzidzisi Mozesi wakasiya manyoro kuti: 'Kana hama ye murume akafa asiya mukadzi wake asina wana, hama anofanira kurora chirikadzi abereke wana kuna mukoma wake'. 20 Kwaiwa ne hama nomwe; wekutanga aiwe ne mukadzi, akafa asina kusiya mwana. 21 Ipapo we chipiri akatora se mukadzi, asi akafa asina kusiya mwana. Ne wechitatu zvimwezvimwezvo. 22 Ne wanomwe hawana kusiya kana mwana. Shure kwawose, mukadzi akafawo. 23 Zvino pakumuka, kana wakamuka, achaita mukhadzi waani? Nekuti hama dzinomwe akanga ari mukadzi wawo''. 24 Jesu wakapindura: ''Amuna kurasika here ne maka yokusaziwa makwaro, yokusaziwa simba ra Mwari? 25 nekuti kana wakamuka kuwakafa awawani kana kuwaniswa wachaita sawatumwa kudenga. 26 Nekuti kana kuri kumutswa kwa wakafa , amuna kuerenga here pa bhuku ya Mozesi pashoko rekwenzi kuti Mwari akataura naye akati: 'Ndini Mwari wa Abrahama, Mwari wa Isaia ne Mwari wa Jacobo?'. 27 Iye asi Mwari wewakafa asi wewapenyu. Chikuro kurasika kwenyu''. 28 Ipapo umwe wewanyori akawuya akawona kutaurirana kwawo, iye akawona kuti Jesu akawapindura zvakanaka. Akabvunza: ''Ndeupiko murairo yakakosha pane yose?''. 29 Jesu akapindura: ''Kune wakakosha nde uyu: 'Inzwai Izraeri, ishe Mwari wedu ndemumwe chete ishe. 30 Ida zvino Ishe Mwari wako ne moyo wako wose ne mweya wako wose nokufunga kwako kose ne simba rako rose. 31 Murairo wechipiri ndi uyu: 'Ida umwe wako se zvaunozvida'. Murairo mukuro kupinda iyi akuna''. 32 Ipapo munyori akamuti: ''Zvakanaka Mudzidzisi! Chokwadi mataura kuti Mwari ndewumwe chete, akuna mumwe kunze Kwake. 33 Kumuda ne moyo wose nokufunga kose, ne simba rose, nekuda wekwako se zvaunodzida, naizvozvo zvakakosha zvipiriso ne zvipiriso. 34 Jesu paakawona kuti apa minduro yechokwadi, akati kwaari: ''Ausi kure weumambo wa Mwari''. kupinda izvi, apana futi akazoramba kumubvunza Jesu. 35 Zvino wakati wachidzidzisa muchechi, Jesu wakapindura achiti: ''sei wanotaura wanyori kuti Kristo ndimwana wakomana wa Davi? 36 Iye Davidi akati ne mumweya mutswene: 'Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kuriti kwangu kuswikira ndaisa wawengi wako madzorodzo we murenje dzako'. 37 Iye Davidi anodaidza Kristo 'Ishe', ipapo achaita mwana wake sei?''. Wajinji wakanga Wechimunzwa wechifara. 38 Pakudzidzisa kwake, Jesu waiti: ''Ngwarirai wanyori, wanofarira kufamba ne zwifpeko zwirefu, kuti wapuwe kwadziso, 39 ne ndzwimbo dzepamberi pemitambo. 40 Iwo futi wanoparadza dzimba dze shirikadzi, kuti wataure chikonzero, waiita minamato mirefu. Iwo wachatambira kutongerwa zwakaipa nokufurisa''. 41 Ipapo Jesu akagara paduze pe mudziyo waiswa mari ye vzipo. Iye waitarisa wanhu pawaisa zvipo zvawo. Wajinji wapfume waisa mari yakawanda. 42 Ipapo murombo shirikadzi akaswika akaisa mu mudziyo masiriva mawiri tunoita fatimi. 43 Jesu wakadana wadzidzi wake wakati kwawari: ''zwirokwazwo ndinoti kwamuri: Shirikadzi murombo yaisa zwijinji kuna awo wose wapa zwipo zwawo. 44 Wese wakapa dzawakanga wanadzo , asi chirikadzi iyi ne urombo wayo, akaisa dzese dzakanga anadzo pakurarama.