Chitsauko 11

1 Pawakaswendera kujerusarema, pedyo ne Betfage ne Betania, mugomo remiorevi, Jesu akatuma wadzidzi mawire, 2 Iye akati kwaari: endai kumusha wamakatarisana nawo.Pamuchapinda imomo, muchaona mhuru yembongoro yakasugwa, muitsunura muuye nayo. 3 Kana munhu akakutaurirai: ngei morikundaro? munowadaira kuti; iche arikuenda akapedza anoidzokesa kuno'''. 4 Iwo wakaenda wakaswikira mhuru yakasungwa pamusuwo,rekunze kumbaradzano, akaitsunura. 5 Wamwe wanhu wanga waripo akawadzudza; ''murikuitei murikutsunura mbogoro?''. 6 iwo wakandaira sekutaurerwa kwanga waitwa na Jesu nekudarp anhu wakasiya kuti waende 7 Wadzidzi wakatora mbogoro wakaenda nayo kuna Jesu,wakaisa hembe dzavo pasi, akagara pamusoro payo. 8 wanhu wajinji wakawaridza hembe dzawomugwanzi amwe waiwara marawi wawakabvisa kumunda. 9 waya waitungamira ne waya waimotewera wakatanga kudanidzira anchiti; ''Osana! ndakudzwe uyo unouya muzita rache!. 10 Ngaukudzwe umambo unouya na baba wedu david! Osana kumosoro soro''. 11 Zwino Jesu akapinda mujerusarema achaswika muchechi akaona zwese zwirikuitika. zuwa ranga randoka,akabuda akaenda Betania ne anegumi nawawire. 12 Namagwanani acho achibuda Betania, Wakadzwa dzara. 13 akati achiona muwonde waipangidzira machenja uri kure, akaendako, achiti pamwe wachaona zwembereko akaswika paduze nayo aana koona chinhu kunzi kumachija nekuti yanga isire guva yemaonde. 14 Iye akataurira muwonde akati: '' akuchina achaya zwibereko zwako''.wadzidzi wake wakazwiswa. 15 Akati achiswika kujerusarema. akapinda mukereke, Jesu akatanga kudzinga wese waitegesa ne waitegerwa. akatanga kundonesa matafura awai tsamira mari nezwi gadziko zvavo zvekutegesera mjiwa. 16 Uye aana kutendera kuti munhu akakure chero chinhu chainda kutegesa. 17 Iye aidzidzisa, achiti: ''azwina kunyorwa: ' imba yangu ichawa imba yekunamatirakumadzidze wose? asi imimi makaita emba yemagororo''. 18 Maprisita nawakuru nawanyorewakadzwa zwakataurwa wakatsanga dzira yekumooraya nayo. nokuti wamutya kuchamiswa ne vanhu nekuda kwedzidziso rake. 19 zuwa rakundoka, wakambuda muguta. 20 Zwino makuseni,pawai famba, wakaona kuti muwonde waoma nemidzi. 21 Saka pita, petro, akarangarira, akati: Rabi, tariraiwamaka tuka waoma''. 22 Jesu akamudaira akati: tenda kuna Mawri. 23 zwirokwazwo ndinoti kwamuri kuti mumwe namumwe pakati penyu akati gomo simuka,zwikandemunhadza asinga fugidzere mumoyo make achitenda kuti zwataurwa zwinoitika,uchawa nazwo 24 zwerokwazwo ndinokutaurirai kutiwese uye monokumbira mukunamata. tendai kuti mazwita mbira, mamure muchawa nazvo. 25 kana murikunyegetera imi munofanira kurengerera zwese zwamunazwomunhu anofa kuti baba wedu warikundega wakurengererei kutadza kwenyu. 26 Zwino kana mukasa rengerera baba wenyu wari kundenga kukanwire kudariko kwenyu wakuro wenhoro wanotedzera chinyorwa ichi. 27 Waswika kujerosarema. Zwino Jesu aifamba mumakereke, waprisita wakuru nawanyori, wakuru wakauya paari. 28 Wamubvodza, ''murikuita zwino izwe ne simba ripi?'' 29 Jesu akati: ndinokupai kubvudzo, mukandidaira,neniwo ndichakudairiraiwo nesimba ripi randirikuita izwi: 30 robhabhatidzo raJohani raibva kundenga here kana kuti kuwanhu? ndidairei''. 31 Iwo wakatanga kutaurirana achiti: ''kana tikati 'kundenga' iye achati nguei hamuna kutenda kwaari here?'. 32 saaka tikati rewanhu. saka iwo waitya wanhu,nokuti wese waiti Johani muporofita. 33 Zwino wakamundaira Jesu wakati: ''atiziwe, nokudaro Jesu akati: kana iniwo haditaure simba randinoita nharo''.