Chitsauko 10

1 Jesus akasiya tswimbo Iye akaenda guta rejudhea, kunze kwerwenzi rejorodhani; Wajinji vakauya zvekare kwaari. eye aivadzidzisa, zvawanga vajaira. 2 Wafarese wakasvedera kuna Jesu kuti wamuedze kumubvudza: Zvinoita here kuti murume arabane nemurume wake here?'' 3 Iye akapindura; Moses akakurairai kuti? 4 Ewo wakati; Moses akatendera kuti varume anyore tsamba, rekuramba nemukadzi''. 5 Jesu zvekare akati; inyaya yemoyo yenyu vakaoma zvakaita kuti mosese anyore mutemo. Asi kubva pakusikwa;' 6 Mwari akavaita murume ne mukadzi'. 7 Nokudaro murume uchasiya baba namai wakekuti abatane nemukazdi wake 8 Asi vawawiri vachabatana vawe nyama imwe. hawachazi vawire, asi nyama imwe'. 9 Saka zwino zvasanganiswa na mwari , kuti murume arenge kuzwiparadza''. 10 Pawanga varikumba,wadzizdi wake vakamubvudza zve pamusoro peichi. 11 Iye akati; Wese anoramba mukadzi wake voeda kunowaka mumweni, atoita upobwe naye. 12 Uye kana eye akarambana nemurume wake akawakwa ne mumweni atoita upobwe naye''. 13 Wainza vana wamubate, asi wadzidzi vaiwapambidza. 14 Jesu paaka yona izve, wakatsamwa, akawati; Siai vana vauye kwandiri musawarambidza nokuti umambo wakwari vakafanana nawo. 15 Chokwandi ndinoti; vose vasinga gamuchere umambo Mwari kunge vana, awasopinde mairi''. 16 Iye, akatora vana pamuoko wake achiwaropafadza akaisa muoko kwawari. 17 Panga achienda, negwamzi, pakauya mumwe murume akauya achimanya, akapfugama akati kwaari; Mudzizise vakanaka , ndinoita sei kuti ndione umambo Mwari?''. 18 Jesu akadaira akati; nguei uchindite ndakanaka? Apana wakanaka kunze kwa Mwari chete. 19 Unouzeya here murairo; Usaworaya, usaite upobwe, usambe, usapupure nemha kune mumwe wako, usanyegera, remekedza mai na baba wako'''. 20 Akati murume; Mudzidzi, zwimwe zwose ndinoremekedza kubva ndirimuduku''. 21 Jesu akatarira vakamuda, akati; ''Chimwe ndinokuudza,enda utegese zvose zvauri nazvo uoe wasina, uchawa nomukobe kundega. unouya, unditera''. 22 Asi murume, kuchuchikana nemashoko ayo, vakapunda buda akatsamwe nekuti anga ane pfuma ijinji. 23 Jesu akatarira kurotiwe akati kune vadzidze wake; ''zvinonetsa kuti mupfume apinde muumambo Mwari.!'' 24 Wadzidzi wake wakachamiswa nemashoko awo Jesu akati kwaari; '' Wana asi kunyore kupimda mu umambo wa Mwari 25 Zwire nyure kuti kamera kupfura ipinde nepabure retsono, pane kuti mupfume apinde muumambo mwari''. 26 Iwo wakachuchika wachiti; mumwe ne mumwe ''ndianiko, anga poneswe?'' 27 Jesu akatarira mwavari akati; ''kune vanhu azvikwaniseke, asi kwete ku na Mwari nokuti zvese zvire nyore kuna Mwari''. 28 Petro akatanga kuti; ''takasya zvose tikakutewerai''. 29 Jesu vakupidura akati: '' Chokwadi ndinote; akuna akasya kumba,wamukoma, anzvadzi, amai, baba, vana pasi nenyaya kwangu nekuda futi ne vageri 30 Wasigagamuchire zana, zvino munyika ino, imba,hanoguna, anzvanzi,amai,vana,munda,ne kurewerwa; kuno nyika inouya,upenyo usinga pere. 31 Asi wamwe vanga vari pekutanga wachava kwekuguma,wekuguma wachaya wekutanga''. 32 Wanga vari mukwanza, vachibva kujerusarema, Jesu vanga vare pamberi pavo. vaimutevera vaivuduka nekutya. Jesu wakawa danazwe, wakataura zvaida kuitika paguva choma; 33 ''Tirikuenda kujerusarema enzve kwanakomana womunhu uchapova achaitswa kuvaprista ne wanyore. Chamutonga rufu uchamupa kuaedeni. Wakamuseka iye, 34 Wachamufipira mata,wachamurova ne kumuurya.asi kupera mazua matatu, ucamuka. 35 Jakobho na Johani, kwana wa Zebedeu,vakauya kwavari wakati;mudzidzi, tinoda kuti mutietire zvese zvatichakumbira,''. 36 Iye akati; chiku chamurikuda kuti ndikuetirei?'' 37 Iye wakati; Tibvumidzei kugara nemi mukugwenya kwenyu, nekurodye kwenyu vamwe kuroposkwe''. 38 Asi Jesu akawadaira! ''Hadisive zvamurikukumbira. Munokwanisa kumwa mukopo yandiri kumwa, kana kubabatidzwa nerobabatidzo yandiri kubabatdzwa?'' . 39 Iwo wakumudaira wakati; tigaite''. Jesu akati;muchamwa henyu mukopo, imi muchamwa, nerubabatidzo yadiri kubabatidzwa naro,imwe muchababatidzwavo nayo, imwe chababatidzwavo nayo. 40 Zwisenei,izwi zvokugara kurudye kwangu kana kuruboswe ,hadise ini ndinopa zvadakagadzirerwa. 41 Wadzidzi wamwe wanegumi wakadzwa nezvavo, yakataga kutsamwira jakobho na Joanhi. 42 Jesu akawadana wega akati; ''Imi munuziva kuti vaya wanonzi wanotonga madzidza vanozvita madzishepaari eye mukuruwawo wamashandisa simba paari. 43 Asi azvifanire kudaro kwatire, ano kuwa mukuro kwamuri, anona kuwa muranda, 44 Anoda kuwa wekutanga kwamuri anofana kuya muranda wewese. 45 Nokuti kwanakomana wemunhu aina kuya panyika kuti achadirwe, asi awe musande kuti api upenyu kusunogura nyika yose''. 46 Iye achauya ne kujereko. Jesu veku Jeriko na wadzidzi wake newajinji, mumwe murume ainzi Bartimeu,wmana va Timeu, anga ari bofo, anga mucheto megwanza. 47 Paakadzwa nezva Jesu,weku Nazareta kuti aisvika,akataga kudanidzira kuti; ;; Jesu wanakomana va David ndizwireivo nyasha.'' 48 Wanjji vaite anyarare. asi eye airaba achidanidzira; Mwanakoma va David, ndidzwirei nyasha.''. 50 Jesu akati mudanei. wakadana bofo, achite; ''vakachinga! simuka! eye anokudana''. 49 Asimuka chifuko chake akasimuka akuya kuna Jesu. 51 Jesu akadaira, akati; ''unoda ndikuitereiko? . Bofo rakati; ''Rabhi, ndinoda kuti ndione'' . 52 Jesu akati; ''enda yako kutenda, kwakutenda kwako kwakuponesa, ipona akataga kuona akaenda nemwanzi rake.