Chitsauko 1

1 Ini ndakaita bhuku rekutanga, na Teofero, pane zvinhu zvese zvaakatanga Jesu, nekuita kana kuti nekudzidzisa; 2 Kusvikra muzuwa raakagamuchiwa kumusoro, Nekuda kweMweya Mutswene akapa murairo kuwapostora waakasarudza; 3 Kune wayawo, wakatabudzika, akasviratidza mupenyu nezviratidzo zvijinji; akawonekwa nawo nemazuwa anopfura magumi mana, uye achitaura zvinhu zvakawadzika zveumambo waMwari. 4 Uye, wakawungana, akawati wasabhude muJerusarema, asi wachimirira chipo chakawimbiswa na Baba wangu (Iye akati) zvamakanzwa. 5 Nekuti Johani wakababatidza ne mvura, asi muchababatidza neMweya Mutswene, kwete mazuwa majinji anopfura aya. 6 Naizwozwo waya wakaugana wakamubvudza, achiti: Ishe, wakudzosera ushe kuwaIsraeri panguwa ino here? 7 Uye iye Akawati: Awazvisi kwamuri kuti muziwa kunguwa kana musi wakataurwa na Baba nesimba rawo pachawo. 8 Asi imi muchagamuchira simba reMweya Mutswene, ichauya pamusoro penyu; uye muchawa wapupuri wangu, kuJerusarema kunge kuJudhea, nekuSamaria, kusvikira kutsvimbo yekumapeto kwenyika. 9 Uye apedza kutaura zvinhu izvi, iwo pawai muwona, iye akatorwa nekumusoro, uye gore rikawafukidza pamaziso awo. 10 Uye iwo wanemaziso akatarisa kudenga, iye paakaenda, warume wairi wane guwo dzichena akawa pamberi pawo; 11 Iwo wakati: Murume mugararea, murikutariserei kudenga? Jesu iwo, akatorwa nekumusoro achienda kudenga, achauya sekudara, mawoneru amaita achienda kudenga. 12 Nokudaro iwo wakadzokera kuJerusarema kungomo raizvi remiorivhi, iri paduze neJerurarema mugwanza reSabata. 13 Uye pawakapida, kweimba repamusoro, ndipo pakagara Petro, Jakobho, Andirea, Firipi, Tomasi, Bhatoromeo, Mateo, Jakobho mwana waArifeasi, Simoni Zeroti uye Juda munu'una waJakobho. 14 Wese awa wakaramba wakamira pamunamato wachiwirirana, pamwechete nawakadzi, na Maria mai waJesu, uye newanu;una wake. 15 Mazuwa iwawo, wanhu wajinji wakawungana wanhu wanosvika zana namaku mawiri, Petro akasvimuka pakati pewadzidzi akati: 16 Warume hama, zvinofanirwa kuzadziswa zvakanyorwa, kuti Mweya Mutswene, nepakati pemurumo waDhavhidhe, akazviona kuna Juda, akabatsira kutungamirira waya wakasunga Jesu. 17 Nekuti iye akawerekwa nesu, uye akanga anemugowe weushumiri unhu. 18 Nekuti iwo, mubairo waakawana nekuda kwezvakaipa, uye akadona musoro pasi, akazvigura na pakati, uye zvemukati zvese zwakabuda panze. 19 Uye izvi zvakazikanwa newese wagare weJerusarema, tsvimbo iya inodaidzwa nerurimi rwaro rinonzi Akeridhama, iwo niwo munda weropa. 20 Nekuti zvakanyorwa mubhuku remapisarema: musha weke ngauwe dongo, uye kakurege kuya nemunhu anoramo; uye kuti amwe ngatore tzvimbo yake yeutugamirire. 21 Naizwozwo zvakafanira, kuti warume wawiri wakatiperekedza nguwa dzose kuti Ishe Jesu anopinda wachibuda nesu, 22 Zvichitanga kubva kwerubabatidzo raJohani, kusvikira mazuwa ano kuti iye akagamuchirwa kumusoro, zvinowa zvapupu zvedu kubva paakamuka. 23 Uye anoratidza wawiri: kuna Josefa anonzi Bareseba, iye anerimwe zita rinonzi akarurama; na Mathias. 24 Uye wachinamata, wakati: Imi, Ishe, munoziwa moyo yemunhu wose, munoratidza wawiri wamakasarudza. 25 kuti amwe umwe wekuchumira uye newapostore, Juda akatsauka akaenda kutsvimbo yake. 26 Uye wakamukandira mijenya; uye mijenya yakawira pana Matiasi. uye iye akatanga kuweregwa panegumi nomumwe kuwapostora.