Zvokunza 13

1 Kunyangwe ndei reketa nemutauro dze anhu uye dze ngirozi, ndisina rudhu, zvaizoita sesimbe irikurira kana tchigubhu tchiri kurira. 2 Kunyangwe ndangandino tchipo tchekupofita uye ndetchibhata zvese zvakura zvakaigika, uye noruziyo rikuro uye ndogara nokutenda kwese kuti ndisimudze matunhu, ndisina rudhu ndinanga ndisiri tchiro. 3 Kudhai ndaizopa zvese zvandinazvo kuti arombo arhe uye ndopa mwiri wangu kuti upiswe, ndisina rudhu, zvanga zvisikazobhatsiri. 4 Rudhu rine kudzikama uye nokunaka. Rudho arina kuzonda mukati, 5 uye kutuka, ari tswaki zvaunodha bhasi; ari dzitutumadzi, ari tchengeti zvakashata mumwoio. 6 Ari dhakari nokusarurama, asi rino dhakara netchokwadhi. 7 Rudhu zvese rinotambudzikira, zvese rinotenda, zvese rino imira uye zvese rino shingirira. 8 Rudhu arizoperi. kuri notchiporofita, tchitchapera; kuri nomutauro, dzitchapinda; kuri neruziyo, richapindao. 9 Nokuti isusu tinoziya ngo dhii uye ngo dhii tino porofita, 10 asi tchakakwana tchikauya, tchinoshota tchitchapinda. 11 Pandanga ndiri mwana, ndaibuya samwana, ndai funga samwana, nda tonga samwana. Pandaka kura, ndakasia zve umwanadhoko. 12 Pa zvino, tirikuona sa supeya, pasina kudjeka, asi pedzepo tichaona hope hope. Zvino ndinoziya ngo dhii, asi nditchaziya sezvazviri se kundiziya kwanoita. 13 Zvino zvinoramba zviripo zvitatuzvi: Kutenda, tariro, uye nerudhu, asi mukuru wawo ndi rudho.