Atessalonika2

1 Tsono tinkumbira kwamuri hama dzangu nhaya ya pakuya kwadjesu krisitu, nakuyungana kwedhu Kwamuri 2 kuti muleke kuzungunutsiwa nzeru pakukumbuka kwenyu, kana kudzidzimutsiwa , kana mumudzimu, kana mafala, kana na tsamba, zvichirewa kuti yabva kuna isupano, muchiti ntsiku ya Djesu yasvika. 3 Mbakuleke kuwoneka munhu ankhuputsvai na nzeru ipi naipi, nakuti isvika rini, ntsiku kana kutaika kusati kwayamba kuiya , naiye munhu antadza asati awanika iye mwana munhulume wakutaika, 4 iye uye aahwisana na zvinhu zvese zvakuti Dhedza, nezvinamatiwa, thamgwe ugala mumumba ya Dhedza, atchizviita ndini Dhedza. 5 Mukumbukira lini kuti nditchagele kunaimipo ndidhokuwudzai izvozvi . 6 Tsono muziva zvidolambidza kuti awonesewe ne nguwa yatche. 7 thangwe Tchakusvisvika tchakaipa tchabatakale basa latchene, tsono zviyintika basi, kusvikira iye nyakulambidzayo, atchibvisiwa pakati pavo basi. 8 Nyakuyipa ipopo awoneka, iye atchabhayiwa na djeso nokufema nomulomo watche,atchapfudziwa pakuyuya kwatche. 9 kuyuya kwanhakuyipa kudhoyita ninga mabasa ya sathani natsimba dzese, kudzoyita machiripiti nezviyoneso zvakunhepa zvitchichamisa. 10 Nakunhepa kwese kwakutadza kuna wakutayika, pakuti alibe kutambira ludho latchayiro layizowapulumutsa. 11 Ndipopa dhedza adhotumira tsimba dzakuphonheka,kuti agutsikane nazvakunhepa. 12 Pakuti wese asina kugutsikana natchayizvoizvo, asi wakanakidziwa na zvidhoyipa watonguewe. 13 Isupano thindhikana kutenda Dhedza nguwa dzese , abhale wangu, abhale Dhedza adhotisaludza kubvira pakuyamba, kutimutchire muhubwino wa dhedza nakutenda zvatchakwadi 14 ndizvo zvadhokudhayidzirai namafala yedhu, kuti muwone kuvenequereyuwa kwa dhedza. 15 nayizvozvo,abhale wangu, mirayi mudhosimba, mutchenguete mitemo amudhoyudziva, kana fala kana tsamba ledhu. 16 tsono, nkuluwedhu,djeso kirisitu, na dhedza, atsano wedhu adhotidha wadhotipasa tsisi dzavo, 17 nakutandara kwabwino kusingapere akusimbisei pamabasa ya bwino na fala ya bwino.