Chitsauko 1

1 Mukuru hama Gaio, wandinoda zwakanyanya. 2 Hama yangu, ndinonamata kuti mubudirire pazvinhu zvese, hutano wangu ngaubudirire kupfura mweya wako. 3 Nekuti dakafara zvikuru hama padzakauya uye wakapupura chokwandi chako, mafambiro awanoita muchokwandi. 4 Ini andina mufaro unodariko uwo: kudzwa kuti wana warikufamba muchokwandi. 5 Hama yangu wakatendeka zwaunoita kuhama nekushanda kwaunoita kwawari, kunyangwe wari wanhu wamusingaziwe, 6 waya wanopa rupupuro rerudo rwawo pamberi pekereke. Unoita zvakanaka kutumirwa zvakakwana kurwendo raMwari, 7 Nekuti inyaya yeZita yakaita kuti wabude, wasina kugamuchira chinhu kuwahedeni. 8 Tinofanira, nekudaro, kutora hama kuti tishande tese muchokwandi. 9 Ini ndanyora chinhu kune watende, asi Diotrefes, anotanga kuda pakati pawo, musatigamuchire. 10 Nekuda kweizvi, kana ndikauya, kurangarita mabasa anoita, okunyeya ne godo. Kwete izvozvo zvoga, iye Diotrefes anorambawo kugamuchira hama, uye anorabidza uya anoda kuita, wachimukanda kunze kwekereke. 11 Hama dzinodiwa, musatedzere zvakaipa, asi zvakanaka. Uya anoita zvakanaka ndewaMwari; Uya anoita zvakaipa haana kuwona Mwari. 12 Dhemestriasi, uyo anotabira zvapupu zvawese, kunyangwe nechokwandi. Isuwo tinopawo zvapupu, Uye iwe unoziwa kuti tirizvapupu zvechokwandi. 13 Ini ndakanga ndine zvijinji kuti ndikunyorerei, asi hadina kuda kukunyorerai ne pendi. 14 Ndinowimba kuti ndichakuwonai nekukuromidza, uye tichataura chiso nechiso. 15 Nyasha ngadziwe nemi. Samwari ndzirikuno dzinokukwazisai. Kwazisai chamwari, zita ne zita