Chitsauko 1

1 Mukuru mukadzi akatsarwa ne wana wake, wadinoda zvechokwadi, uye kwete ini chete, asi wese wanoziwa chokwadi, 2 ne nyaya yechokwandi inoramba riri matiri uye anesu nekusingapere. 3 Nyasha, nengoni ne rugare zvinobva kuna Mwari Baba na Jesu Kristu, Mwanakomana waMwari, wachawa nesu muchokwandi nerudo. 4 Ini ndinemufaro mukuru nekuda kweamwe wana warikufamba muchokwandi, sezvo isu takagamuchira murairo waBaba. 5 Uye zwino ndinokukumbira, ishe, kwete kuti ini ndirikunyora umwe murairo, asi takanga tinawo kubva pakutanga: kuti isu tidananane. 6 Uye ndiyo rudo: kuti tirarame nekuda kwemurairo wenyu. Uwo ndiwo murairo, sezvamakazwa kubva pakutanga, uye fambei mairi 7 Uye wanyegedze wajinji warimunyika uye warikupupura Jesu Kristu akauya panyama. Uyo munyegedzi na andikrist. 8 Chenjerai kuti musaruze zvinhu zvatakashanda tese, kuti mugamuchere mubairo wakakwana. 9 Umwe na umwe anoeda kumbere asingarambe akamira pamberi paKristu, haana Mwari. 10 Uya anoramba arimudzidziso, ane wese wawiri: Mwanakomana na Baba. Kana munhu akauya asina dzidziso here, musawagamuchere mudziba dzenyu kana kuwamuresa. 11 Nekuti uya anomumoresa anoita mabasa akafanana akaipa. 12 Ndine zvinhu zwakawada kuti ndikunyorerei, nokudaro adina kuda kunyora ne tsamba nependi. Asi ndinetariro rikuya kusokuwonai meso ne meso, kuti mufaro wedu uye wakakwana. 13 Wana newanuguna wakatsarwa warikukumoresai