Chitsauko 6

1 waranda wese waripasi pewonapwa muzimudzira wakuru wenyu nerukudzo; kuti zita raMwarikuti chidzidziso isatukwa. 2 wane waishe watende musawashore nekuti yihama; wachandirei zwakanaka, izwi ndizwozwaunofanira kuwadzidzisa uye nokuwarayira. 3 Kana munhu akakufundisai dzidziso isireyo, wasingabvumire nemashoko waIshe Jesu Kristu nedzidziso rekudanwa kwakanaka, 4 anozwikudza uye aziwe chinhu. Anongofarira nharo nekukakawa pamusoro pamashoko asingapatsiri, anongomutsa godo, gakawa, kutuka nekufungirana zwakaipa, 5 uye nekupensana kusingapere pakati pawanhu wane murangariro vakaora,wakabirwa zwokwadi uye wanofunga kuti unmwari inzira yekuwana nayo mare 6 Asi umwarinokugutsikananezwiratidzozwinofumisa. 7 Apana chatakaudza panyika, uye apana chatichatora mairi. 8 Asi kana tine chikafu kana chinhu chinotifukidza, tinofara nazwo izwi. 9 Asi warikuda kupfuma wanokwa mukuedzwa, kana kudona muriwa, uye nomukuchiwa kwoupenzi kuzhinji kunovadzwauye kunoisa wanhu mukuparadzwa nekuraswa. 10 Nekuti rudo kumare midzi yezwakaipa zwose. amwe anochiwa, uye wakarasika mukutenda, wakazwibura nemarwadzo wakuru. 11 Asi iwe, warume waMwari, wanotiza zwinhu izwi tera kururama, kudanwa kwakanaka, kutenda, nerudo, netsitsi, newonyoro. 12 Irwa kurwa kwakanaka kurwa mukutenda; pata upenyu ussigapere zwavadanirwa, uye wakapupura kupupura kwakanaka pamberi pewapupuri. 13 Ndinokutuma pamberi paMwari, upe upenyu kuzwinhu zwose, uye na Jesu Kristu, pamberi pa Poncio Pirato wapupura nekupupura kwakanaka, 14 chegetedzai murairo ichi usina kuporwa kana kutsurwa, kuzwikira kuya kwaJesu Kristu. 15 nguwa ucharatidza wakaropafadzwa mukuru mumwe chete, Mambo wemadzimbo, Ishe wemadzishe; 16 umwechete asingafe, anogara kunopenyu kwananyanyisa; uye asiri munhu, asinga kune kuwona; iye ngakudzwe nesimba nekusingapere! ameni. 17 Tumirai wapfumi wenguwa ino kuzwikudza , muise tariro yawo mupfumi, asi Mwari, ndiye anotipa zwose anotipa zwese nemufaro; 18 itai zwakanaka, iwai wapfumi pamabasa yese yenyu akanaka, makagadzirira kopanana, wakanaka. 19 Muchitora zwinhu zwenyu zwakanaka neramagwana, kuti uye neupenyu wechokwandi. 20 Timoteo, chegetedza kuwimbisa kwako, usinga taure mashoko asina maturo kunyerwa 21 kunwa ''Muruziwo''; amwe ngawatewere, achitidza kutenda. myasha ngadziwe nemi.