Chitsauko 1

1 Pauro, muapostora waKristu Jesu nekutumwa na Mwari, Muponese wedu, uye na Jesu kristu, tariro yedu. 2 kuna Timote, mwana wangu pakutenda. nyasha, ngoni ne rugare kuna Mwari Baba, kuna Kristu Jesu, Ishe wedu. 3 Patakakukumbirai pamaenda kuMacedonia, kuti mugare kwaEfeso, kuenda kunoudza waya wanodzidzisa rimwe dzidziso, 4 Usazwizuissisi zwengano yemadziteteguru ansigapere, dzinosimudza naro zwisingabvumiri zwarairwa na Mwari, zwiri mukutenda. 5 Kumagumo kwemutemo irudo inouya moyo wakachena, nepfugwa dzakanana, nekutenda kusiri kwekunyegera. 6 Amwe anotsauka pazwinhu izvi, uye wachizwipa kune zwinhu zwisina maturo; 7 kuda kuwa mudzidzisi wemutemo, kune wanoti, kune wanotendera. 8 Naizwozwo, isu, tinoziwa kuti mitemo wakanaka, kana munhu ashiuchandisa zwakakwana; 9 Nekuti tinoziwa izvi, luti mitemo hauna kuitirwa wakatenda, asi, kune waya wasina kutendeka, kune wahedeni ne watadzi, kune waya wasinganamate, uye wanonyepa, kune wanouraya amai na baba, kune wanozwiuraya, 10 kune waya wanoita chiwe chiwopfewe, kune warume wanoita wopfewe newamwe warume, kune waya wanopa kusununguka kwewanhu, kune wanonyepa, kune wanopekira zwekunyepa, kungwe shimwe shinhu shisingabvumirana ne dzidziso iri, 11 sezwinorewa shoko rekubwenya kwaMwari akaropafadzwa, akawimba neni. 12 Ndinotenda uya anondisimbisa, Jesu Kristu,Ishe wedu, Nekuti ndinizwita akatendeka, ndishiita basa. 13 pekutanga ndaituka, ndishitewera, ndichiita zwisina kururama, zwino ndagamushira ngoni, nekuti ndagandisingaterere, uye ndaita zwinhu ndisingatende. 14 Asi nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu dzakawa dzikuru, nekutenda nerudo zwiri muna Jesu. 15 Iyi Ishoko yakatendeka kuti mutendere: kuti Jesu Kristu akauya kunyika kuti aponese mutadzi, umwe washo ndini. 16 Asi nezwi ndatswirwa Ngoni, kuti ini, kuti Jesu aratizwe tsitsi dzake nemufananidzo kun e waya wanozotenda mahari nezuwa rekupedzesera. 17 Kuna Mambo wenguwa, Asingafe, hawoneke, Mwari ega, ngakuudze, nekubwenya, nekusingapere, Ameni! 18 Mitemo uyo, mwana wangu Timote, ndinokupa: kuti nekuda kweshiporofita shisati shaitika pamusoro pako, kuti kurwira mahari kurwa kwakanaka; 19 ramba une kutenda nepfugwa zwakanaka, amwe akazwiramba, uye wakanyura mukutenda. 20 Amwe asho ndiwo awa Himineu na Alexandre. Ini ndakawapa kuna Satani, kuti wadzidzi kusatuka.